Gunguwo

Gunguwo (crow) ishiri nhema inowanikwa musango inodya madzinde pamwe nenyama.

Gunguwo rinowanikwa muAfrica, Europe, Asia, North America.

  • Savara kana sawara (Pied Crow).
Gunguwo

Gunguwo ishiri yakachenjera fani inokwanisa kuita zvakachenjera - painovhura kana kukudubura mabhini mumisha munogara vanhu uchenjeri hwayo hunoonekwa. Kune mhando yegunguwo inowanikwawo kunyika dzinotonhora dzeEurope neNorth America, aya makunguwo anogara kunyika idzodzo mumwaka we chando.

Kurerutsa Mutauro

  • Ndizvo wakatambanudza nyara yake, akaritora, akaripotedza kwaari mungarava: He put out his hand, took her and brought her in to him in the ark. (Genesis 8: kubva muBhaibheri reChiNdau).

Tsumo

  • Gunguo rinodya mbamba, rino muchero waro. The pied crow eats groundnuts; that is its fruit.
  • Gunguo rakaramba kumirira museve rikapona nehwakumukwaku. The crow refused to wait for an arrow and escaped by hopping.

Mitauro yeBantu

Gunguwo 

Tags:

AfricaAsiaEuropeMadzindeNorth AmericaNyama

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MazinoRumandaIWushumoKurima neMombeMawuto Anorinda NyikaZvinyorwa zve Zvechivanhu kuzhe kwe WikipidhiyaChiShonaPutugaroUzbekistanDoris LessingMhakureChenaVahungweMuriwoMehikoNjivaMbutuGavaSarajevoMbudziVhatikaniIsiraeriBhurumaChatemabanzeDuramahwiNdira 1MadridZhizhaKubvumbi 19FloridaRomeChirenjeMapatyaHangaiwaKalangaGumiguru 2SinyoroPeji RekutangaMhondoroWayaZvita 2ChirembaZiwumbeChipataraJNzunguAnthakitikaNyamavhuvhu 24Jah PrayzahPfumoBere, MhukaKarendaChinamatoHutsvukuZvita 232024Chikumi 11Nguva dzezuvaKukumbana pabondeDublinChifurenjiVandau2014RhashiyaYerelendiMaodzanyembaNamibhiyaUjainiTsindiKuramwa BasaChikumi 19RwiziUnited States of America🡆 More