D

Ibhii rechina mubumbiro re mabhi eChiratini.

Tarisai futi peji ra Dh

D
Mabhi eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz
Mabhi eChivanhu
emuraya ra /D/
Dh Dhw Dhl Dhlw Dhy
Dv Dw
Dz Dzv Dzvw Dzw
Dy Dyw

D (kana "d") ibhii rinowanikwa mumabhi eChiratini ne Chikriri uyo rinoshandiswa wo mukunyora Chishona chanhasi, asi muChishona rinodanwa zvakasiyana nemuChirungu, nekuti ibhii riri impulosivhi uye rinonzwika senge riri kudzvanywa futi. Bhii rekuti D rakabva kuChigiriki.

Mashandisirwo aD

  • Mumhanzi D inoti.
  • Kune hambautare D mhando yemotokari kubva kuJemeni .
  • Pakati penumeri dze Chiroma D ndi500
  • Muzvikoro zvemunyika dzakasiyana-siyana D inoshandiswa kumakisa mabasa evadzidzi.
  • Mumiyedzo yepasi rose yakamisikidzwa "d" chiratidzo cheanofa (zuva)

Mazwi eChishona ane-D

D ane hook ndiye D weChishona, ari implosive. Uyezve D anonzwika senge ariku dzvanywa kuvamwe.

Mabhi eChishona

tarisai futi Chishona, uye Bumbiro reMabhi eChishona

Tags:

BhiiChiratiniDh

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MasvomhuClement DokeZvita 31ChinamatoChibayoGumiguru 2JNjivaMoscowMapfundeMaperembudziBakuTokyoFuranziUsezaKurume 18ChiSpanishKutanda botsoRuwendeNdegeGurweFundoyetsimbaChin'koKubvumbi 7Yunivhesiti yeZimbabweMharaHute (ruvara)MbudziMubondaChimukuyuChiarabhuChirenjeJeyeUbhudhaSinowoNguva dzezuvaNzimbeBumbiro (zvakakoshesa)WayaChayinaBununuChiberekoMhanguraTsivatsaonaMamotaChitsuwaZanzibhariMaodzanyemba2013MunyiiGondoKarenda ya GregoriNyembaMutuviPureshaZvombo zveShomweBhariUkristuPfutiIjipitaPurangaChipataraVaxhosaBhahariKurume 1MhuriTsvukuTema (ruvara)MhataKubvumbi 10BhaziMunjelele sezitaSarajevoNhoroondo🡆 More