Chitsonga

Chitsonga (Tso: Xitsonga, uchitaugwa sokuti Shitsonga) rurimi rwe Chibantu rwunotaurwa munyika ye Zimbabwe, Afurika Chamhembe, Eswatini uye Mazambuko.

Unotswikwa ne Chitswa uye Chironga uye zita rayo "Tsonga" unowanzo fukidza mitauro yese mitautu sezvoitwa mitauro ye Chishona, asi dzimwe nguva inonzi Chitswa-Ronga. Chitsonga mutauro wakakudzwa pakusvikwa pakuti unokwaniswa kushandiswa zvose muzvikoro nekumba. Chitsonga mutauro weuhofisi (official) kuAfurika Chamhembe, uye pazasi pezita rokuti "Shangani" unozivikwa semutauro we uhofisi zve mu Konstichuti ye Zimbabwe. Mitauro yese ye Chitswa-Ronga unozivikwa kakuru kuMozambiki. Hadzisi mutauro we uhofisi muEswatini (iyo yaimbonzi Swazilendi).

Horokodzwa ye mutauro

Chitsonga ne Chishona

Mashoko anotodzana
Chitsonga Chishona Tsananguro
mbyana imbwa
nguluve, Honci nguruve, hochi
mbhongholo mbongoro
hanci hachi, bhiza
mbuti mbudzi
sekwa sekwe
huku huku
galankulu ngarikuni, garinkuni
nghala shumba kuChishona ngara imhuka yakatosiyana ne shumba.
Ndlopfu nzou, zhou
Yinghwe ingwe kureva taiga paChishongrish,

ingwe ne dindingwe dzowanzo sanganiswa

Nyarhi nyati
Mhala mhara tarisai futi mhara
Mpfundla tsuro, shuro
Mangwa mbizi, dhuve
Mfenhe bveni/bvene, gudo
Mhisi bere
Mhungbye mhungubwe kureva ronzi "jackal"

Manumeri

Manumeri e Chitsonga tichienzana ne Chishona
Chitsonga n'we mbirhi nharhu mune Ntlhanu Ntsevu Nkombo Nhungu Nkaye Khume
1 2 3 4 5 6 7 8 9 10
Chishona imwe / in'we

motsi, moshi, modza poshi / potsi bodzi

mbiri, piri tatu, nhatu ina shanu tanhatu, nhanhtu sere nomwe / non'we pfumbamwe / pfumban'we

pfemba

gumi

Ruvara

Chitsonga Chishona Tsananguro
ntima tema, nhema, dema
basa chena, jena
wasi ungu, wungu
rihlaza zerere
xitshopana huroro
nsuku ndarama goridhe nderimwe shoko rinoshandiswa,

iri ndere Chingezi.

lamula ranjisi
tshukwa tsvuku
ribungwa mbise

Mazuva e vhiki

Chitsonga Nsoto Musumbhunuko Ravumbirhi Ravunharhu Ravumune Ravuntlhanu Mugimeto
Chishona Svondo, sondo Muvhuro Chipiri Chitatu China Chishanu Mugovera

Mwedzi ye Gore

Chitsonga Chishona Chitsonga Chishona
1 Sunguti Ndira 7 Mawuwani Chikunguru
2 Nyenyenyana Kukadzi 8 Mhawuri Nyamavhuvhu
3 Nyenyankulu Kurume 9 Ndzhati Gunyana
4 Dzivamusoko Kubvumbi 10 Nhlangula Gumiguru
5 Mudyaxihi Chivabvu 11 Hukuri Mbudzi
6 Khotavuxika Chikumi 12 N'wendzamhala Zvita

Mwaka

Chitsonga Chishona
Ximumu Zhizha
Ximun'wana Chirimo, ruswiswi
Xixika Chando
Xixikana Matsutso, masutso

Zvindeya

Chitsonga Chishona Tsananguro
Dyambu zuva
Gongomela Nyamatsatse
Misava Rinopasi, Dhunya Dhunya - ishoko rakabva kuChiswahiri, pakuti Dunia
N'weti Mwedzi

Mabviro eruzivo

  1. https://www.xitsonga.org/dictionary/xitsonga?-=b
  2. https://kcmakhubele.wordpress.com/2014/05/06/useful-tsonga-to-english-words-phrases/

Tags:

Chitsonga Horokodzwa ye mutauroChitsonga Mabviro eruzivoChitsongaChironga (mutauro)EswatiniMazambukoMitauro ye ChibantuMitauro ye ChivanhuSouth AfricaZimbabwe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MapopomaChijerumaniChirongoChirahweTsongaChenjeMamanga (nyeredzi)ChirunguNyanzviVarumbiZuvaKudzitirwa kwemwedziNamibhiyaGambiaVictoria FallsJulius CaesarGuruuswaMuvhuroChotoSekweSvutugadzikeMharaRinopasiBakuPonoGumiguru 26Tsvuku (Ruvara)KukwataUzimaHombarumePhilippinesChitsuwa cha RobheniRovambiraBhuritaniUnenaruvamboUvakiSamaita sezitaKubvumbi 11HànzìMbadaMbambairaMbuneMuramuChakataChihausaTsokoUshinthoEzhiyaNdira 30KututaKuvigaHurwaHolandiMboroZimbabweNaijeriyaMhandaraMhembweMatekoAndorra la VellaSudanJeon Jung-kookAlpha RadiationTaabwaBabamuniniDhorofiyaChindauKurume 22RooraChibatiro (mudziyo)🡆 More