Chikumi

Chikumi (kureva Junhi paChishongrish muKarenda ya Gregori) kana Mandundu izita remwedzi wechinhanhatu mu gore, uye rinomaka chikamu chegore.

<< Chikumi >>
Svo Mvh Chp Cht Chn Chs Mg
1 2 3 4 5
6 7 8 9 10 11 12
13 14 15 16 17 18 19
20 21 22 23 24 25 26
27 28 29 30

Mumwedzi wechikumi kukohwa kunenge kwapera, ikozvino zvirimwa zvapararira kuti zviome pa 'matara' akaiswa. Inguva inotarisirwa kwazvo yevana. Ivo vanopfuura nemuminda vachiunganidza chero zvirimwa zvasara, uye vanoshandisa izvi zvekudya kutamba imba ('mahumbwe'). Vafudzi-vakomana vanotorawo zororo sezvo mhuka dzinosiiwa dzichidzungaira muminda. Mombe dzinogona kudya zviyo zvakasara, makoko, mashizha nemashanga.

Chikumi

Mwaka

Zimbabwe

Kubva kuna Kubvumbi kusvika kunaGumiguru mwaka weZimbabwe inguva wemwaka wakaoma, hapana mvura inonaya, uye hunyoro hwakaderera. Mhuka dzesango dzinozotenderedza makomba emvura nenzizi kana mamwe matsime emvura aoma.

Mwaka mumwedzi waChikumi ndi:

Mutsika dzevanhu

Zita

  • Chikumi izita munyika yeZimbabwe, rinonyanyo pihwa kuvakomana, izita reChishona richimirira mwedzi unezita rimwe.
  • Kunyangwe kuVarungu June izita remunhu, asi rinonyanyo pihwa vasikana.

Ruambanyeredzi

MuRuambanyeredzi pane masaini maviri ezodhiyaki:

Mabviro eruzivo

Tags:

Chikumi MwakaChikumi Mutsika dzevanhuChikumi Mabviro eruzivoChikumiChishongrishGoreKarenda ya GregoriMwedzi yeGoreTanhatu

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Mbudzi 3TsuroKarenda ya GregoriNehandaPembe sezitaNhoroondoNjivaChirunguMbiziHoveVajudhaNhareyamadoTsangamidziDuramahwiMuisheHondowe (nyeredzi)MbariroChikumi 27Mimhanzi2007KudakariraKukakataNhereraMuzukuruGwaiGavakavaKuchururukaNdira 13UpfumbuMwakaNondoChivaTsvimborumeSingaporeShomweSekuruMbutuKukadzi 9KurumeKubvumbi 21HangaTsokaMoyo ChiranduBotswanaChivabvu 21HutsvukuMunyiiDavid WoodardNgomaBhaziChitsuwaChijapaniIndiaNaijeriya2022PolandNjeeGudoUkristuRukwezaKambaTsivatsaonaDzunguHunyanzviGwarazimaKareyaTaramunyongoGwambaNzvoveraMubatanidzwa weNyika PasiroseShava MufakoseChindeyaWikipedia shanduro dzemitauroRaosiBTS🡆 More