Sahwira

Shoko rokuti sahwira (family-recognized best friend) rinoreva shamwari yepedyo-pedyo yepamoyo yaunokurukura nayo zvakadzika-dzika zvoupenyu hwako.

iyi ishamwari inozivikanwa kumhuri kuti ndiyo shamwari yepedyo.

Mabasa aSahwira

  • Sahwira ndiye anodanwa kuzopinda muguva newe musi wekunzi wafa uye ndiye waunodana kuzopinda muguva nemwana wako musi wekunzi mwana afa.
  • Sahwira munhu wokuti anoita mutamba-pakati kana paine zvanetsa mumusha kuti ave anoyananisa. Musi wokuti wanetsana nemwana kana numudzimai zvokutadza: kuwirirana; kunzwanana kana kudzorana, sahirwa anokwanisa kuudzwa kuti auye aenzanise nokuyananisa.
  • Sahwira anokwanisa zvakare kushanda semupi weamazano nokuti ishamwari yepamoyo.
  • Sahwira anokwanisazve kudanwa kuzobata basa rokuva munyayi pakuroora kwemanakomana wako.
  • Muimbi Oliver Mtukudzi akaimba rwiyo rwunoti zvamunoona husahwira hunokunda hukama.

Mitauro yeBantu

  • Kinande vanoti obwira (n. friendship, intimacy) kureva hushamwari.
  • VaYao vanoti mbilo (n. a friend who performs burial rites) vachireva sahwira.
  • VaLomwe vanoti saweera, sawiira kana yaweera (n. duty).

Tags:

Shamwari

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

RwiyoKunyengaMbutuBuweNdaramaMuti (mushonga)BonyoraHondo yePasirose yeChiposhiMharaJames ChimombeMhuka dzinozeyaMutupoBhaziMurangariTsivatsaonaMwaka muZimbabweNyamatsatseTsaonaZviperengo zvehuwanduGavaPhilippinesNyong'oPeji RekutangaN'angaNdimuZuluDindingweChirhashiyaVasalamaMoyo ChiranduPfungwaMukondomberaRhashiyaMatinjiRovambiraMhukaMehikoBhurumaSachigaroTokyoNgongoniImbumbuGorosiDuramazwiMwedzi yeGoreRanjisiMbenge sezitaChitakaBonga ChihwaMbiseChiheraNdiko Kupindana KwamazuvaHugariMunyaniMucheroCecil RhodesGlendaleSvutugadzikeZavazavaMwakaChiredzwaKudyaChisaChindeyaKurima neMombeNhoroSamushaVashonaCubaTongai MoyoChikunguru 14🡆 More