Vaarabhu kana Waarabhu (asi, kana ari munhu mumwe chete anonzi Mwarabhu/Muarabhu, Ushoma Chiarabhu:: عَرَبِيٌّ, arabīyun, Uwandu Chiarabhu: عَرَب, arab) ruchava rwevanhu vanogara muVuarabhu kuMadokero eEzhiya (kana Maodzanyembaemabvazuva eAfurika), Maodzanyemba eAfurika, Runyanga rwe Afurika, uye nekumadokero kwezvitsuwa zve Gungwa re Indiya (zvichisanganisa Komori).
Mwarabhu wekuspora anowanikwa pasirose zviravwo (manumeri) zvakawanda, pakazhinji kunzvimbo dzinenge Amerika, Madokero eYuropu, Turuki, Indonesia ne Irani.
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Vaarabhu, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.