Mazambuko

Mazambuko, Muzambiki (kureva Mozambique, Put: Moçambique kana República de Moçambique, Che: Mozambiki; Swa: Msumbiji; Tso: Muzambhiki ) kana Mzambuko, Mzambiki, inyika iri kuChamhembechemabvazuva eAfurika.

Rudhende rwe Mazambuko
Mitauro ye chihofisi
Chiputukezi: República de Moçambique
Chichewa: Dziko la Mozambiki
Chiswahiri: Jamhuri ya Msumbuji
Chitsonga: Riphabliki ya Mozambiki
Chindau: Nyika ye Mazambuko
Mazambuko Mazambuko
National motto: Todos somos uno
Mazambuko

Nyika dzakaikomberedza dzinoti: Tanzania iri kumaodzanyemba; Malawi neZambia dziri kuMaodzanyembaemadokero; Zimbabwe iri kumadokero; Eswatini neAfurika Chamhembe dziri Chamhembechemadokero. Kumabvazuva kwayo inoganhurana neGungwa India. Mazambuko inopatsanurana neMatagadzikwa paMuronga we Mzambuko. Gutaguru re Mazambuko rinonzi Maputo. Manika iri pedyo ne guta reMutare. Mutungamiri wekutanga wenyika iyi ainzi Samora Machel.

Vanhu vekuMazambuko vanonzi Vamzambiki uye munhu mumwechete anonzi Mumzambiki.

Zita rekuti 'Mozambique', renyika ye Mzambuko inonzi yakadanwa kutodza munhu wakamboitonga muchikare wainzi Musa Ben Mbiki.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Tags:

AfurikaAfurika ChamhembeChamhembe kwakadziva kuMadokeroChichewaChiputukeziChiswahiliChitsongaEswatiniMalawiMaodzanyembaMaodzanyemba kwakadziva kuMadokeroMaputoMatagadzikwaTanzaniaZambiaZimbabwe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Samaita MutasaTsvukuZimbabweTunisKurume 16UvaranomweKudaMimhanziNzunzaMunyakweShukukuviriFodyaBadzaKutyora muzuraKuumbaSangoMhembweMbenge sezitaMazita eMhuriKurume 152010QatarSainziSamaita sezitaKurimaChipariLenjeNdira 16HuguguItopiyaShambiraNdira 9Gunyana 22ZhizhaGoridheMamotaChiredzwaKurume 13DChedza (Kuyedza)VaTsongaHute (ruvara)DhumbeKanadhaOmaniChenaBhahariMufandichimukaKurume 7MukotiMukurumbiraRukodziChibatiro (mudziyo)MuramuNzvanyiraShava MuseyamwaChivakamberi buraMhofuMubatanidzwa weNyika PasiroseNzeveShondoChenguMabvazuvaMhashuGotweNhonhoChikumi 28BhChirongoKuchaya mapotoMhandaraKubvumbi 30MachendeSouth Sudan🡆 More