Mbwa (kureva Canidae; sokutodza Chiratini) pahuwandu tichiti Madzimbwa, imhuri ine zvikara uye zvidyazvese zvinoyamwisa zveraya rechikara.
Mhuka dzinobva mumhuri ye mbwa, dzinonzi imbwa. Mhuri ye mbwa yakakamurwa ine madzinza maviri: Gava-dzinza (Vulpini) ("makava chaivo") uye Humbwa kana Mbwa-dzinza (Canini) ("imbwa dzechokwadi"). Mbwa dzerudzi re gava-dzinza (makava) dzinonzi "zvikava". Mbwa dzedzinza re humbwa kana mbwa-dzinza (bhumi, imbwa, kxoyoti nemamwe) dzinonzi "imbwa". Vamwe vanhu vanodana zvese izvi kuti "imbwa", asi izvi hazvina kunaka.
10 of the 12 extant canid genera | |
Hupango musainzi | |
---|---|
Muvuso: | Umhuka (Animalia) |
Faramu: | Kodhata (Chordata) |
Musaku: | Dzinoyamwisa (Mammalia) |
Raya: | Zvikara (Carnivora) |
Raya-zasi: | Hukari (Caniformia) |
Mhuri: | Umbwa (Canidae)Fischer de Waldheim, 1817 |
Mhando ye mbari | |
chimbwa (canis)Linnaeus, 1758 | |
Mhuri zasi uye extant genera | |
* †Prohesperocyon * †Hesperocyoninae * †Borophaginae * Imbwa (Caninae) ((imbwa dzine zheve-diki (Atelocynus), Chimbwa (Canis), Maikon'u (Cerdocyon), Bhumi ine zenze (Chrysocyon), Dhore (Cuon/Dhole), Raposa (Lycalopex), Huhwe (Lupulella), Bumhi (Lycaon), Tanuki (Nyctereutes), Un'a (Otocyon), Sipotosi )Speothos), Gava pfumbu (Urocyon), Chigava (Vulpes)) |
Mienzaniso yemakani imbwa, bhumi, makava, kxoyoti, uye mhungubwe.
Mashoko anopera na -is ano iswa chivakashure "chi"
e.g. Canis => chimbwa, Felis => Chikatsi
Tarisai futi peji re Udongorodzwa hweMbwa
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Mbwa, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.