Firimu

Zanhi iri rinoda kuwerengwa nokugadzisiriswa

Firimu hanimesheni
Firimu
Seti ye Firimu

Firimu (kubva pachiNge: film, ariwo Bhaiskopo kana Uhambisamufanano) ibasa reuseza we ruoniko rwunoshandiswa kurakidza vanhu zviitiko uye nekuundurira kuvanhu mazano, nyaya, unzveri, manzwiro, runako, kana ruchingamweya, nekushandisa mifananidzo inofamba. Mifananidzo yachona inowanzo shandiswa pamwe ne ruzha, uye, kazhinji kashoma, mamwe matekenyo eunzwiro. Shoko rekuti " sinema ", rinobva pachipfupiso cheshoko rokuti tarasinema, rinowanzo shandiswa kureva kuusikafirimu uye ne hushangazhi wemafirimu, uye kureva futi chimhando cheuseza chinobuda po.

Duramazwi:

  • kutekenya - to stumulate
  • yinzwo - sense,
  • unzwiro - sensory, sensual

Ringai zve:

  • Bhaiskopo
  • Terevhizheni
  • Komiki
  • Katuni
  • Hanimesheni
  • dudzwakutsi (subtitle)
  • ẋamera/kġamera (camera)

Mabviro eruzivo

Tags:

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

PutugaroHangaiwaAmbhuyaIndonezhaQatarMoyo SinyoroMhofuKudzitirwa kwezuvaHukamaMutsvoritsvotoMhuruChikweretiMasikatiMuvhuroChirema (chindeya)YuropuKazakhistaniEnglishVugirikiMwakaNunguAbarahamaTsokaDuri neMutsiDambudzo MarecheraUpimoBaskin-RobbinsSouth AfricaHutsvukuMvuuDhorofiyaChivabvu 7MabvazuvaDandira reMapangana eTarachisiNyamuswaBimhaShava MuseyamwaNjivaGambiaVaRembaDandiraNdira 11KuchenamaMwaka muZimbabweVavhendaTumbareMwedzi yeGoreHuronyoMuscatChirwereCape VerdeChiviMutumbu sezitaNhumbuRaosiChiarabhuRonald ReaganManejaGorosiKunyoraNyenyedziMuyerero weMagetsiBandweMbira yeMimhanziChisunguroUnited States of AmericaVarumbiBandwe 1NeparuPalestineZerereVandauMafashamoChikumi 1🡆 More