Firimu Black Panther

Black Panther ifirimu rekuAmerika rakabuda mugore ra 2018 rakasikwa kuenderana nemutvarwa (kharekta) wemuMarvel Comics.

Firimu iyi yakapurojuswa ne Marvel Studios uye ikaunzwa kuvanhu ne Walt Disney Studios Motion Picture, ifirimu yechigumisere ye Marvel Cinematic Universe (MCU). Yakadhairekitwa na Ryan Coogler, akabetsera kuinyora pamwe na Joe Robert Cole. Vadanhi vayo vanosanganisa Chadwick Boseman sa T'Challa / Black Panther, uyewo Michael B. Jordan, Lupita Nyong'o, Danai Gurira, Martin Freeman , Daniel Kaluuya, Letitia Wright, Winston Duke, Angela Bassett, Forest Whitaker, na Andy Serkis. Mufirimu iyi, T'Challa ndi mambo we Wakanda mukutevera rufu rwa baba wake, T'Chaka, asi umambo hwake hurimunjodzi nekukwemuvengi anoronga kuparadza nokusiya tsika dze nyika yacho nokutanga revholusheni ye pasirose.

Black Panther
Firimu Black Panther
Mudhirekta Ryan Coogler
Vanyori
  • Ryan Coogler
  • Joe Robert Cole
Ruvambo Black Panther

na

  • Stan Lee
  • Jack Kirby
Mupurojusa Kevin Feige
Vadanhi
  • Chadwick Boseman
  • Michael B. Jordan
  • Lupita Nyong'o
  • Danai Gurira
  • Martin Freeman
  • Daniel Kaluuya
  • Letitia Wright
  • Winston Duke
  • Sterling K. Brown
  • Angela Bassett
  • Forest Whitaker
  • Andy Serkis
Sinema-ogirafi Rachel Morrison
Vagadzirisi
  • Michael P. Shawver
  • Debbie Berman
Mhanzi Ludwig Göransson
Kambani yakapurojusa Marvel Studios
Muunzi kuvanhu: Walt Disney Studios

Motion Pictures

Misi yokubuda:
  • Ndira 29, 2018 (Dolby Theatre)
  • Kukadzi 16, 2018 (Amerika)
Nguva: 134 minutes
Nyika: Amerika
Mutauro: Chingezi; Chixhosa
Bhajeti: $200 miriyoni
Bhokisi Hofisi: $1.382 bhiriyoni
Firimu Black Panther
Ryan Coogler

Wesley Snipes akange aida kupurojusa firimu re Black Panther muna 1992, asi wushumo hwake hauna kubudirira. Muna Gunyana mugore ra 2005, Marvel Studios yakavudza vanhu kuti firimu re Black Panther sechikamu chemafirimu akange aneruvambo muvatvarwa (makharekta) ve Marvel Comics uye yakaunzwa kuvanhu ne Paramount Pictures.

Ramangwana

Firimu inoitevera:

Terevhizheni sirizi yezveWakanda

  • Yakataurwa nezvayo muna 2021 na mudhirekta wayo Ryan Coogler, uye Danai Gurira akakwanisa kuodhishina akawana nzvimbo semutambi wemuvarwa wake Okoye munyaya ye Black Panther.

Tarisai futi

  • "What If... T'Challa Became a Star-Lord?" ne "What If... Killmonger Rescued Tony Stark?", maepisodhi esirizi ye terevhizheni ye MCU inonzi What If...? inoringirisa zviitiko zve firimu iyi
  • Udorongodzwa hwe mafirimu eAfrofuturists
  • Udorongodzwa hwe mafirimu evanhu vatema muMa2010

Tags:

Firimu Black Panther RamangwanaFirimu Black Panther Tarisai futiFirimu Black Panther2018Danai GuriraFirimuUnited States of America

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MbiziMhakureFayera re kombiyutaChikonziMupungaMusiRimaChileKatsiMasedhoniya MaodzanyembaVajudhaGwengaKuroorana paNhaka2022Solomon MutswairoVandebele (vekuChamhembe)VarunguZiwumbeVakarangaVabujaTsokoHukamaVhudziMukadziMadoraBhahari re MedhiteraniyaShava (ruvara)BadzaChikunguruNdira 30DerereKilimanjaroNjuzuKukwataKabho VheriteMakumi mana nenaChimboChapunguUtaoVaDigoMauritiusAlpha RadiationVakalangaKurongaZvechadengaAfughanistaniVugirikiKuvigaVaRembaMamanga (nyeredzi)MurongazuvaChingwaVanyarwandaKupipaMudusoSvutugadzikeHukuShonaAzoteKombiyutaMbudzi 7HutanoKugara NhakaChirema (chindeya)MufenjeMadokeroShondoVambire🡆 More