Muhwakwa

Muhwakwa, Muteme, mukwakwa kana muhwakwaedza (n.

Strychnos madagascariensis) muti unowanikwa muZimbabwe unobereka muchero une deko gobvu rakakukuta.

Muhwakwa
Hwakwa dzisati dzaibva

Kurapa

  • Mudzi wemutamba unotapwa mushonga unorapa marwadza emudumbu, uye marwadzo epahuro.

Mitauro yeAfrika

  • MaNdebele vanoti Umkwakwa, Umteme (n. Strychnos madagascariensis) kureva muhwakwa.
  • VaTonga vanoti muteme (n. Strychnos madagascariensis. Black monkey-orange) kureva muhwakwa.
  • Digo inoti musikiro (n. Strychnos madagascariensis. Black monkey-orange) kureva muhwakwa.

Zvakakochekwa

Tags:

MuhwakwaedzaMukwakwaMutemeZimbabwe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

VarunguDhanemakiGunyana 27ΣSamaita MutasaImbaZvidyoZvinamato zvemuAfurikaDarejenaNdegeMbudzi 5NyadengaVanyarwandaMamotaKushambadzaChubhu dzinotakura ropaKurera MwanaNhundiramutsimeHwizaZeng'eGakanjeMadokeroVakalangaHute (ruvara)Nyamavhuvhu 2Shumba - MurambwiZuvaPfumoZhizhaNdariraNyamavhuvhu 1ChidawoHuronyoVakarangaChinaHwayiChayinaKanadhaMudondoHwaroNzunzaMufandichimukaNyokaMakawoRinopasiUkristuGunyanaMbariChiheraChivaMabvazuvaMuchecheJira ReretsoChipiriArgentinaMatinjiGonyonhatu tsazakoseOstiriyaMazita eMitiMoyo ChiranduRimaMhizhaUngwaruWikipedia shanduro dzemitauroSangarweMatagadzikwaTsanga (Dzinde)MongoliaChindauVachewaChibhunu🡆 More