Makawo

Makawo (Put.

macao; macau, Cha.澳門) makawu kana makau; makao, pachihofisi inonzi Macao Special Administrative Region of the People's Republic of China (MSAR), iguta uye special administrative rhijoni ye Chayina kumadokero eParera Rwizi Dheruta (Pearl River Delta) kuBhahari re Chayina Chamhembe. Ine huwandu hwe vanhu ungasvika 680,000 ne ruwa re 32.9 km2 (12.7 sk mu), ndiro rhijoni rine dhensiti ye huwandu guru pasirose.

Makawo

Kare yaive koloni ye chiPutukezi, teritori ye ChiMakawo Putukezi yakaliswa pokutanga kuPutukezi se posti yekushava munguva ye Ruhlanga rwe Ming muna 1557. Putukezi yakabhadhara renti yayo yegore uye ikaisa teritori racho nyasi pe muvusi we Chayina kusvika 1887. Noufambe, Putukezi yakabundutsa kodzero yohuendereramberi noukoloni muTreaty ye Perking ye ChiSino-Putukezi. Koloni yacho yakaramba iri nyasi pe utongi hwe Putukezi kusvika 1999, payaka transifewa ku Chayina. Makawo i-special administrative rhijoni ye Chayina, inochengetedza huvusi hwayo hwakazvimirira ne mutandira weupanganhundu nezviriyo kunyikahuru ye Chayina nyasi pe principle yokuti "nyika imwe, mitandira mbiri". Vusanganiso we akitekicha ye Uputukezi ne Uchayina muupakati we nhoroondo we guta iri hwakaita kuti ive ne inscription paUdorongodzwa hwe Heriteji ye Pasirose ye UNESCO muna 2005.

Mashoko ashandiswa

Mayuniti e Upami

  • sk mu zvirikumirira skweya mutanho - (sq mi = square miles)
  • mutanho

Mashoko

  • Kulisa, kuliswa (to be leased)
  • Rushe kana Ruhlanga - kureva (dynasty), chirevo cheshoko iri rabva kuChizulu vanoti uluhlanga. Vandau vanaro shoko iri zve richireva tsanga kana shanga paChishona chamazuva ose. "-hla-" anyorwa sezvo ngokuda kweChindau ne Chikaranga vanoshandisa shoko rokuti "hla", kuitira kuti shoko iri risiyaniswe re rutsanga uye rushanga kuti vanhu vasakanganisike. Kana pane avo vanoziva rimwe shoko rokushandisa ngarinyoregwe iro rishandiswe.
  • Huvusi (governing)
  • nyikahuru (mainland)

Mabviro eruzivo

Tags:

Makawo Mashoko ashandiswaMakawo Mabviro eruzivoMakawoChayinaChichayinaChiputukeziGutaKiromita

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MwanaMirairo gumi yaMwariNzvoveraMuroroMitauro yeSinitikiFundoyetsimbaBere, MhukaGoreZvita 6HungweMasedhoniyaAnimeChirongweHumweNganoChikoroMbongoroNdaraUyisalamaMupfure MutiHanzuMonthenegiroDancehallMukotiHuremuDzihwamupengoChumaChiShonaImbaTwizaDuramahwiShava MwendamberiSwidheniVahungweChikarangaJHukuGMumvuriKunaya kweMvuraMhumhiChirema (chindeya)ChiramwaOstireriyaMatongoMisodziDuramazwiRusamboMubooraBonyoraChimanimaniKicheniKukadzi 27Gwara raKurumbiGudoKombiyutaMorudhovhaMboroChirevoSamaita MutasaChikara ChesangoMususuKutovaMasvomhuShava NyakudirwaChikunguru 17Mweya wetsvinaKurima neMombeGunyana 21ChitadzoKuyemaNhembeSachigaroZhizhaNamibhiya🡆 More