Dhanemaki

Dhanemaki (kureva Denmark, Chidhaneshi: Danmark) inyika ye chinoridhe inowanikwa muziwumbe re Yuropu ye Maodzanyemba.

Kingdom of DenmarkKongeriget Danmark
Mureza wePoland Dhanemaki
Rwiyo: Der er et yndigt land, "There is a lovely land"
Dhanemaki

Ndiyo nyika inehuwandu hwe vanhu hwakawanda, uye chipakati che zvehutonganyika ye Umambo we Dhanemaki, muvuso we konstichuti yakazvimirira ende inosanganisa materitori akazvimirira senge Zvitsuwa zve Faroe uye Girinilendi ku Maodzanyemba e Gungwa re Atlandiki. Dhanemaki ye Chiyuropu iri kuchichamhembe chaikoiko kwe nyika dzechiSkandanevhiya, ichirira kuchamhembechemadokero e Swidheni, kuchamhembe che Noruweyi, uye maodzanyemba e Jerumani.

Guta guru racho iCopenhagen.



Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi

Tags:

Gungwa re AtlandikiJerumaniNoruweyiNyikaSwidheniZiwumbe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

ImbwaNgwaratiMatsutsoJerusaremaRomeNaijeriyaIVajudhaSinyoroKurume 12VakorekoreMhakureMaenzaGunyana 92021YerelendiRombeIrakiZvomboMoyoMhumhiLebanonKubvumbi 5MhondoroSloveniaMaZuluDzunguGwarazimaChiazeriTokyoNdira 4Ndira 12OstiriyaKukadzi 23Kun'uraZvita 31KunyengaSolomon MutswairoChikwatamabweMwambabvuNhereraMuroyiVanambyaIndiaMhuriZvita 27Shava MuseyamwaMasedhoniya MaodzanyembaRuwendeMbise2019BabaMwariMiddle EastVasalamaMhanguraKubvumbi 22Musande MarinoNjeeNzimbeBonga ChihwaZvidhinhaLibyaZita rekutangaGurweMutsamviVaZigulaRooraNyaudzosingwi H-KMhukaNhekweChibageGomoKim Seok-jinRobert Gabriel Mugabe🡆 More