Ndarira

Ndarira (Nge.

bronze; alloy of copper) ndarira ialoi inonyanyo umbwa kubva pamhangura, ndosaka dzisiwanzo sanganisirwa uye kupesaniswa mazita futi. Kazhinji ndarira inenge 12-12.5% gaba (kana stani; tini) uye kazhinji pamwe nekuwedzera kweimwe simbi (senge arumininai, manganisi, nikeru kana zeng'e) uye dzimwe nguva isiri-simbi kana Machisimbi (metalloids) se Zaruni (kana aruseni; aseniki), Chifosiforo kana Sirikoni. Izvi zvinowedzera zvinogadzira huwandu hwema maaloyi angave akaoma kupfuura mhangura basi, kana ane zvimwe zvinobatsira zvinhu, sesimba, ductility, kana humuchina (machinability).

Ndarira
muenzaniso wechisikwa chevanhu chendarira

Unenaruvambo

Unenaruvambo kureva etymology

Izwi rekuti ndarira (1730-40) rakakweretwa kubva kuNdarira ye Middle French (1511), iro pacharo rakakweretwa kubva kuItalian bronzo 'bell metal, brass' (13th century, yakanyorwa muMedieval Latin sebronzium) kubva kune chero:

  • brontion, kumashure-kuumbwa kubva kuByzantine Giriki brontēsíon (βροντησίον, 11th century), pamwe kubva kuBrentḗsion (Βρεντήσιον, 'Brindisi', inozivikanwa nendarira yayo; kana pakutanga:
  • muchimiro chayo chekutanga kubva kuChiperusiya cheKare birinj, biranj (برنج, 'musafuri', modern berenj) uye piring (پرنگ) 'mhangura', kwakabvawo kuGeorgian brinǯi (ბრინჯი), Chituruki pirinç, uye Chiameniya brinj ( ), zvakare zvichireva 'ndarira'.

Zvimwe zvinyorwa

Mazwi ashandiswa

  • aloyi - kureva alloy
  • gaba - kureva stani (kubva pazita rayo reChiratini stanium kana tini kubva paChingezi)
  • Zaruni - kureva arsenic kubva pazita rayo reChiirani chekare.

Mienzaniso eizwi

  • Chiripo-chiripo ndarira imwe hairiri. There must be a cause, one brass wire does not tinkle.
  • Chiripo-chirpo nyamugwe imwe hairiri. There must be a cause, one brass wire does not tinkle.

Mumitauro ye Chibhantu

Mabviro eruzivo

Tags:

Ndarira UnenaruvamboNdarira Zvimwe zvinyorwaNdarira Mabviro eruzivoNdariraChingeziZeng'e

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

VaRembaDivi (rekunhu)Chifumuro, mushongaZimbabweNyaudzosingwi H-KMberekoTsiruGunyana 10Lenje2010ChapunguMubvamaropaNyokaChirenjeIraniTaramunyongoZvipfekoEdgar TekereMoyo SinyoroMudyambudziMbadaGurweMuchatoMufenjeShonaKusaraMboroHungweTwizaGunyana 9ChijapaniSwidheniKuchururukaChivakashureRwiziDzinzaVaarabhuUsikhiChikumi 27GuruuswaAmmoniaGwambaEdinburghPhilippinesGondoDandiraKuumbaMhembereroGavaGavakavaNassauNhoroondoChimukuyuRuzivoMutumbu sezitaChakataMweya (wemunhu)MhukaMunyii2024Kurume 30RooraMangavaChitsuwaMhungaNzvimboKareyaShava MutenhesenwaMamotaPolandMurandaMaodzanyemba kwakadziva kuMabvazuvaMakanoMuisheMhuri🡆 More