Gabhoni

Gabhoni (kureva Gabon; pachihofisi inonzi Rudhende rwe Vugabhoni (Fur: République gabonaise), inyika iri kumadokero e hombekombe reAfurika ye Pakati.

République Gabonaise
Gabhoni Gabhoni
National motto: Union, Travail, Justice
Gabhoni

Yakagadzikwa paikweta, yakaganhurwa ne Gini yepaIkweta kumaodzanyembaemadokero, Kameruni kumaodzanyemba, Rudhende rwe Vukongo kumabvazuva nekuchamhembe, uye Guhwi re Gini kumadokero.

Gabhoni ine ruwa rungasvike pamwe 270,000 skweya makiromita (100,000 sk mi) uye huwandu hwe vanhu vayo unofungirwa kusvika 2.3 miriyoni. Mune mapani ekosti, makomo (makomo e Cristal uye Chaillu Massif riri pakati), uye savhana kumabvazuva.

Vanhu vekuGabhoni vanonzi Vagabhone uye munhu mumwe anonzi Mugabhone/Mgabhone.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Tags:

ChifurenjiKameruniRudhende rwe Vukongo

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

ChiTongaChadhiKareyaVandebele (vekuChamhembe)BonyoraRukuvhuteColombiaDarejenaSkopjeHondo yePasirose yeChipiriKupendhaChivabvu 12George W. BushNyamavhuvhu 7Rio de JaneiroSinyoroMboroVabujaMuhuteChipariNzimbeKubvumbi 20MaodzanyembaMupurwaMukwereraNhumbuMesopotamiaMhuriHangaiwaNunguJNdira 27ImbwaArgentinaMorokoMauritiusShatoGunyana 16ChiredziAmerika ChamhembeGungwa re AtlandikiChiaramuMugotiMuzhanjeZvirwere zvinoparariraVugandaPakistanHwesaMhembereroChivabvu 26MufenjeChidemboChibhunuKutsvodaMhondoroMbiraGungwaInzuriniKanadhaVietnamMurambaZiwumbeRwatataKuchenamaBherujyamuChirenjeHugariHadyanaRuambanhangaYuranisiAthensHangulMagonga (taranyika)Nyama🡆 More