Muchidzidzo chePimanyika (geometry), skweya (square) chiumbwa chine mativi mana ose akaenzana negonya ina dzose dzakaenzana.
Skweya riri mumupanda wegonyaina.
Pimamuganhu yeskweya rine mativi akareba nhambwe K inowanikwa netsazaniso inoti:
Pimamuganhu, P = 4.K,
uye Nharaunda yeSkweya inowanikwa netsazaniso inoti:
Nharaunda, A = K2
Skweya iri mumupanda wegonyaina tsazamativi neruramamakonyo, saka zvinoreva kuti ine zvose zvifaniro (properties) zviumbwa zviviri izvi; sokuti:
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Skweya, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.