Nayizhe

Nayizhe (kureva Niger; The Niger; Fur: République du Niger, Hau: Jamhuriyar Nijar)) kana VoNayizhe, uye pachihofisi ichizonzi Rudhende rwe Nayizhe inyika yakakomberedzwa nedzimwe iri kumadokero kweAfurika inotodza zita kubva paRwizi Nayizhe.

République du NigerJamhuriyar Nijar
Nayizhe Nayizhe
National motto: Fraternité – Travail – Progrès
Nayizhe

Nyika dzakakomberedza Nayizhe dzinoti: Naijeriya ne Bhenini kuchamhembe; Bhurukina Faso ne Maari kumadokero; Arujeriya ne Ribhiya kumaodzanyemba ne Chadhi kumabvazuva. Nayizhe ine nharaunda yakakura kusvika 1.27 mamiriyoni eskweya makiromita, asi zvikamu makumi manomwe pazana (80%) yenharaunda yayo iri muGwenga re Sahara. Nyika iyi ine hugari hwevanhu 22,772,361 ruzhinji rwavo vari maVasalama vakawandira kuchamhembe nekumadokero kwenyika iyi. Gutaguru re Nayizhe rinonzi Niameyi rinowanikwa kuchamhembe kwakadziva kumadokero kwenyika iyi.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Tags:

AfurikaArujeriyaBheniniBhurukina FasoChadhiChamhembeChamhembe kwakadziva kumadokeroChifurenjiChihausaGutaguruHugari hwevanhuMaariMadokeroMaodzanyembaNaijeriyaNharaundaNiameyRibhiyaSaharaSkweya rekiromitaVasalama

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Vladimir PutinGhiniKinduKatiChimeraDhumbeVatalaoteZvindeya muRuambanyeredziNdaramaMaodzanyembaUbhudhaGonyetiMhembweUchivanhuSolomon MutswairoChayinaColombiaNhetembo dzemadzinzaSarapavanaGwetaDanhautandeBununuMukondombera weAIDSChikumi 11Kubvumbi 22MupandaHydrogenGunganidzoKazakhistaniRuambanganoMurandaWikipedhiyaShava MwendamberiWikiduramazwiPfumoChiitoMangavaGunguwoHwendefa (Kombiyuta)MvuraChindeyaKubataJulius CaesarMunhuMurondaKukumbana pabondeOmanKambodhiyaZimbabweMutemo waParetoIpwaRudhende rwe Afurika YepakatiHoziEdinburghRhashiyaKushambadzaEzhiyaTsumoMasohaKote Dhi VhwaTsindiMbutuDhagaMutemoMutsiChiremaVakarangaChapotera cheNhangande DzakadevanaUyisalamaKim Nam-joonBadzaNhutaZvipfekoJenaguru🡆 More