Bhurukina Faso

Bhurukina Faso (kureva Burkina Faso) kana Bhekina Faso inyika yakakomberedzwa nedzimwe iri kumadokero kwe Afurika ine nharaunda iri murumana rweskweya yekiromita 274,200.

Bhurukina Faso
Bhurukina Faso Bhurukina Faso
National motto: Unité, Progrès, Justice
Bhurukina Faso

Bhurukina Faso yakakomberedzwa nenyika nhanhatu dzinoti: Maari kumaodzanyemba; Nayizhe kumabvazuva; Bhenini kukumabvazuva kwechamhembe; Togo ne Ghana kuchamhembe; uye Kote Dhi-Vhwa kumadokero kwechamhembe. Gutaguru reBhurukina Faso rinonzi Ouagadougou. Mugore ra 2010, nyika iyi yakanga ine hugari hwevanhu huri pasi pemamirioni 15.75.

Vanhu vekuBhurukina Faso vanonzi Burkinabe pakutaurwa nezvavo, saka muChishona vanonzi Vabhurukina uye munhu mumwechete anonzi Mubhurukina.

Mitauro yemuAfurika

  • Bambara vanoti faso (n. fatherland, homeland, motherland).

Mashoko

  • kunara - zvinoreva ku-estabhulisha.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Tags:

AfurikaBheniniGhanaHugari hwevanhuKote Dhi VhwaKumabvazuva kwechamhembeKumadokero kwechamhembeMaariMabvazuvaMadokeroMaodzanyembaNayizheNyika yakakomberedzwa nedzimweOuagadougouTogo

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

HuguguHangaiwaDohaHugari hwevanhuMadokeroHariVhatikaniTanzaniaKubvumbi 8Chikumi 1TunisiaVaswahiliGunyana 9RooraNdira 10KerigistaniMuchecheniHudzvanyiririZvita 31GwarazimaNyaudzosingwi H-KGongoNhereraGurapakatiVazuluChikumi 5HwaroChijapaniZvita 27Nyamavhuvhu 27Mirairo gumi yaMwariVarunguNgongoniGumiguru 2BhutsuChipikoJira ReretsoKutema NyoraBhukuMatongerwo eNyikaChiputukeziVusvwisiYuropuMbudzi 29Ndira 16ShiriRukwezaLebanonShava MutenhesenwaDublinTsumoOstireriyaMwedzi muChadengaRuvengoMiddle EastMauritiusUtareMutumbu sezitaChin'koChibayoZimbabweMapatyaMadunhurirwaNzvimboFundoyetsimbaRunhareZvinamato zvemuAfurikaNyamavhuvhu 16KuumbaShumba GwaraChirema (chindeya)Mazita eMitiSolomon MutswairoMhene (mhuka)Choya🡆 More