Nhangande Yemushonga

Mazwi okuti nhangande dzemushonga (Chemical Elements) ari kushandiswa pano kutaura zviro zvokutanga zvinovambwa nazvo kusati kwaendwa kune zvikuru zvinozotevera.

Muchidzidzo chemishonga kusanganiswa kwenhanga dzinonzi carbon nehydrogen unoumba misakwa inoti methane, ethane, propane nezvimwewo. Pahumwe kunonzi nhangande.

Nhangande yemushonga ine rudzi rumwe rwehatomu. Mhando dzehatomu dzichitsauraniswa nenhamba yehatomu iyo inotaura huwandu hweproton mushomwe yehatomu. Kune nhangande zana negumi rine nomwe (118) dzine mazita anozivikanwa. Panhangande idzi, kune nhanga makumi mapfumbamwe nenomwe (98) dzinowanikwa muzvisikwa zviripo Pasirose, nemakumi manomwe enhangande dzakatsigama, nedzimwewo dzinobvurunuka dzichiwumbuka kuita nhanga dzakareruka.

Kurerutsa Mutauro

  • The elements that cause a fire are heat, oxygen and fuel. Nhangande dzinokonzera kuvamba kwemoto ndedzinoti: madziya, oxygen, zvinobvira.
  • Chapotera cheNhangande Dzakadevana - Periodic Table of Elements.

Tags:

Nhangande dzemushonga

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Ubhaha'iSikiMusiNaijaSekuruYemeniNunguChivabvu 15MhumhiTsvuku2018PasiroseChiSpanishMadridSamaita MutasaNyani (mhuka)Gumiguru 31MusatanyokoJerumaniMombeMukombeSokisiKupara motoVakongoHurumendeHugari2007Giles KuimbaMboroShoraVachewaMwakaVaigbhoRimaVandauMuviriMbevaLimaΣNhovaRufuHumbaRudidoChakataGumiguru 20Kutanda botsoSarajevoWikipidhiyaMawereUjainiWikipedia shanduro dzemitauroTsanga (Dzinde)NehandaIshwaChitaRhashiyaFundoyetsimbaDandiraMbitiGunyana 10Nguva dzezuvaChitsuwa cha RobheniVaakaniZvitsuwaChidambaNdira 10MhandaraAmerika MaodzanyembaKuumbaChenaVahungweRubatso🡆 More