Siera-Leyoni

Siera-Leyoni (kureva Sierra Leone) kana Siera-Lewoni inyika iri muAfurika, pachihofisi inonzi Rudhende rwe Siera-Leyoni.

Rudhende rwe Siera-Lewoni
Siera-Leyoni Siera-Leyoni
National motto: Unity Freedom Justice
Siera-Leyoni

Mutauro anowanzo taurwako iChingezi, uye huzhinji hukuru hwe vanhu hwunoereketa mutauro unonzi Chikrio.

Gutaguru reSiera-Leyoni rinonzi Furiitauni (Freetown).

Vanhu vekuSiera-Leyoni vanonzi Vasieralewi, asi munhu mumwechete anonzi Musieralewi/Msieralewi.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Tags:

AfurikaChingezi

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Fayera re kombiyutaHumweDongorahwevaHunyanzviVakristuUtareAlpha RadiationMakuaGungwa re AkitikiZvinoyeraJenaguruAshokaTouba, SenegalMuvhuroZvipfekoPfumoSaheruChikwatamabweKurimaChikweretiMehikoChirukanerujekoZvinyorwa zve Zvechivanhu kuzhe kwe WikipidhiyaAwasaNyimoShumba -MhaziChris BrownZvita 2MapfundeMutekedzaGorosiDatyaNhabvuSanganoHukamaChikunguru 2ChihwaZvita 17VafulaniGumiguru 26WushumoNunguBhizaChinyaniWikipedia shanduro dzemitauroNguva dzezuvaKunaya kweMvuraKuwaitOmaniGonyetiKubvumbi 24Hugari hwevanhuShumba - MurambwiAlick MachesoAdolf HitlerMukana (nhengo)ChitadzoVarumbiPeji RekutangaDandira (Zvakarongeka)MuroyiQSvutugadzikeRimaMatagadzikwaMutupo ye ShavaNyokaChifurenjiSiSwatiDzunguMapopomaHurungwe🡆 More