Muroyi munhu anofungirwa kunzi anoshandisa masimba akaipa kana mushonga wakaipa kuti: abudirire, atonge vamwe kana kukuvadza vamwe.
Muroyi angava murume kana mukadzi. Mutsika zhinji zvinofungirwa kuti varoyi vanofamba vachiita mabasa avo munguva dzehusiku. Pasichigare huroyi hwakanga hwusinga shandisirirwi vanhu vese-vese. Hwaishandiswa nguva yehondo kukuvadza mhandu. Muenzaniso unowanikwa mubhuku rinonzi Kutonhodzwa kwaChauruka. (kana paine vachiri kutondera nyaya iyi ngava tibatsirewo nekuwedzerera dzinde iri).
Huroyi hunonzi hunouya nenzira dzakatsaukana.
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Muroyi, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.