Vakristu

Vakristu kana Wakristu wanhu wanotevera uye nokutenda Ukristu, chitendero cheRuabarahama chinotenda undoga wa Mwari, uye uchidzidzisa kutoodza upenyu nozvidzidziso zvaYeshua Kristu.

Mashoko okuti Kristu kana Mukristu anobva kudumidzo reChikoine-Giriki rokuti Christós (Χριστός), sekushandura neno reBhaibheri rechiHebheru rokuti mashiach (מָשִׁיחַ) (iri ndiro zita rinozonzi messiah kuChingezi, muChishona richinzi Muishe kureva Muzodzwa). Kunyangwe kunekusiyana kwekutsanangura Ukristu uye nekupokana, vanhu vose vanobatana pakutenda kukosha kwaYeshua. Neno rokuti Mukristu rinoshandiswa sedudzirachiitto rinoshandiswa richisanganiswa nezvose zvinoita noUkristu kana kereke dze Chikristu, kana serushumo (proverbial) kureva "zvose zviri noble, uye zvakanaka, nokuva Sakristu." Hayina chirevo chokuti "ZvaKristu" kana "kuva nehukama kana kureva Kristu".

Ringai zve:

Tags:

KukoshaMuisheMuzodzwaUkristuYesu

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

UkristuMususuKukadziNhauroKuchururukaChengoKikambaNhundurwaChivanhuTsuroIshwaHadyanaGomoBotaNzvimboMufufuChigwindiriChiranduKukadzi 9Kurume 1Moyo ChiranduNjodziVandebele (vekuMaodzanyemba)Gumiguru 23ZvomboTsineSvikiroMauritiusNdira 132022KazakhistaniTsomboriHoveYuropuKabhoniChivabvu 2MuzhanjeSangoUvakiChirotoMuchovhaNzou - SamanyangaDanhautandeHangaIraniMhembweHunyanzviDzvatsvatsvaShumba GwaraUdorongodzwa hwe micheroMuvhuroVasalamaChinamatoSurinameSinyoroMutupo ye ShavaGwaiBaskin-RobbinsKubuda MututuKubvumbi 21PutugaroGavakavaNdiraAlexandriaChipariUnguKurumeNzunzaMakawoGunyana 20UpfumbuMudzidzisiHondowe (nyeredzi)KubetseraKurume 17Makano🡆 More