Shangu

Shangu (shoe in English) chpfeko chinopfekwa kutsoka chichivhriridza pasi nepamusoro petsoka.

Shangu zhinji dzinogadzirwa nedehwe asi kune shangu dzejira uye dzeplastic.

Shangu

Mukutaura kwemazuva ose tinofananidza shangu nebhutsu asi zvipfeko izvi zviviri zvakasiyana. Bhutsu ishangu ine chipika nemativi anovhara chikamu chezasi chemupimbira uye inonyanya kupfekwa kumabasa muhushangazhi. Dzimwe bhutsu dzinogadzirwa dzine simbi mberi inodzivirira kukuvara kwezvigunwe kana zvikadonherwa nezvinorema..

  • Gwada (shoe). Psalm 108:9 ... pana Edhomu ndinozokandirapo gwada rangu. Vhesi iri rakatorwa kuBhaibheri reChiNdau. Kune zita remhuri rinonzi Magwada.
  • ... Naye wakaita kudaro, echihamba mutitinini asina magwada patsoka.: And Isaiah did this, walking naked and barefoot. (Isaiah 20:2).

Tsika

Vamwe vanoti shangu dzemunhu ndidzo dzinotaura kuti munhuyi maererano nehupfumi hwepano panyika. Saka kana vachida kuona kuti munhu mupfumi zvakadii vanotarira shangu dzaakapfeka.

Tsumo

  • Kupfuura nomuchinanga, hugonda neshangu. To pass through a thicket you have to rely on shoes.
  • Kupfuura nomuchinanga, hunzwa kupitsa hwakwata.To pass through a thicket you have to know about relying on sandals.

Mitauro yeBantu

Tags:

DehweJiraTsoka

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MuzarabaniChemishongaNyavada (nyeredzi)Duri neMutsiHotakotaTaabwaZuvaRooraPolandChiTongaNamibhiyaVakalangaGongoAIsiraeriLiguriyaUngwaruItariMadomasiShamhuChishanuZiwumbeChikumi 11Adolf HitlerTsuroMukaratiRuzivoMhembweMhofuChitsuwaJMhuriChivakashureKupendhaMutsonzowaKupingudzaVadomaKukadzi 28ChiremaMauritiusMagaziniNhekairoPanamaChitsereMaodzanyembaNhoroondoChipfambiHariRooranai vematongoChirenjeNguvaKuchenamaKombiyutaChivaraZiziHangaChiwesheMutsimbaItopiyaChiSpanishMuzvcaziMbudziEdinburghMuteroNdiraDenga neNyikaRudhende rwe Afurika YepakatiMufananidzoMombeRufuZvita 14MaenzaHuguguMupfuraEcuador🡆 More