Chisvusvuro

Kusvusvura (Chingezi: eat in the morning; breakfast) zvinoreva kudya mangwanani.

Chisvusvuro ndicho chidyo chekutanga muzuva, chinodyiwa mushure mekumuka kubva kuhope dzehusiku. Chikafu chekutanga chinowanzowa chikafu chisina kukura sechikafu chemanheru (dinner muchirungu), uye chisvusvuro chinoteerwa nechikafu chemasikati (lunch muchirungu). Vanhu vanowanzo dya zvidyo zvitatu muzuva.

Chisvusvuro
Chisvusvuro cheVarungu

Chisvusvuro muZimbabwe

Chisvusvuro muZimbabwe chinyore, uye chinogona kungova sadza, bota senge cerevita kana cerelac (kana bota rinogadzirwa nehupfu richiiswa ndimu, kana tsvigiri uye dovi), uye,chingwa ne svutugadzike.

Dzimwe nguva vanhu vanodya munya (chikafu chinenge chakasara kubva pakudya kwemanheru ezuva razuro).

Mitauro yeBantu

Mabviro eruzivo

Tags:

Chirungu

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

HurungweNhabvuRuzhaMufenjeHuchiIndiaJohani (zita)MoroccoEsperantoDahunhaMukondombera weAIDSChumaMapesuYesuMaponga sezitaMombeNdiro (midziyo)NjivaKuridza MutsinyoNdira 13WikiduramazwiChivaChingeziAbu DhabiNhareyamadoTezvaraMhungaPolandiKuringanaMusopeVakalangaChifumuroMbanjeNamibhiyaChiaramuMa NhambaGreeceMuzukuruNhareKudukaSlovakiaNorth KoreaZvinoshandiswa kuchengetedzaMorokoMuchatoZvombo zveShomweRomaniaSpeiniKutanyaBhaibheriVakongoKutema NyoraNzimbeRwatataMupfutaChikunguru 21MakawoChikarangaJeon Jung-kookDuramahwiChipariItopiyaChivakashureMbudzi 17KutsvitsaMususuMhataChivabvu 5KanadhaGunguwoChibatiro (mudziyo)🡆 More