Huropi

Muchidzidzo chezvipenyu, huropi kana urozvi (brain in English) inhengo yemuviri iri mukati mebvupa remusoro kana kuti dehenya.

Vamwe vanotaura vachiti hurozvi kana kuti pfungwa.

Huropi

Mabasa eHuropi

  • Kufunga kungava zvinhu zvikuru kana zvidiki
  • Kuchengeta ndangariro dzezvakaitika
  • Kugamuchira zvinotaurwa zvichibva kune dzimwe nhengo dzemuviri ichibata izvi kuti muviri ushande zvakanaka.
  • Kubata mabasa emupfungwa anofambisa zvinhu zvinenge kufema; kufamba; kuwona; kunzwa zvichingodaro.

Munhu akasikwa ane hunzveri (senses) hunoti: kuwona nemaziso; kunzwa nenzeve; kuraidza nerurimi; kunhuwidza nemhuno uye kubata kana kugunzva nenhengo chero ipi yomuviri. Hunzveri hwese uhwu hunoraviwa muhuropi hunowongorora kuti zvabva kune dzimwe nhengo zvinorevei nokupa zano rokuti munhu angaita sei nezviri kunenerwa nedzimwe nhengo dziri dzine hunzveri.

Mamwe Mazwi

  • Murangariro (thought, trend of thought, mental ability).
  • Kurangarira (thinking, reasoning)

Mitauro yeBantu

Tags:

ChezvipenyuPfungwaUrozvi

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

KiwaniGungwa re PasifikiKutundaChisurudzoGunyana 10ChindeyaChaminukaKushambadzaMazimbeTurning TorsoChifurenjiMhikoMtongoriKudhomaChiveveCape VerdeKubvisa nhumbuRusamboMusi weChisiPfumbuZvitsuwaRudidoKubvumbi 12ChekiNeparuGombweUbhudhaNjeeNhembeMbevaKuchaya mapotoMombeChiberekoTsokoMharaShumba NyamuzihwaMuviriBhurugariyaGhini YomutsazanisiAmaiHugariZingiziMukwatiRudzi rweGandaAdolf HitlerSekuruNhundiramutsimeMoscowChitsuwaDuramahwiNyadengaMhuriNyanzviMusiNyani (mhuka)UchivanhuHutsvukuKurume 19Kutizira mukumboChaungaChiNdevereAfurikaUviDonald TrumpChiredzwaKarenda ya GregoriMususu🡆 More