Chezvipenyu

Mhedzisiro yekutsvaga

Pane zanhi rinonzi "Chezvipenyu" pa Wikipidhiya. Ona zvimwe zvimhedzisiro zvekutsvaga zvawanikwa.

Ringa (zvemushure 20 | ) (20 | 50 | 100 | 250 | 500)
  • Ruambamhenyu (nangakatsva kubva kuChezvipenyu)
    Ruambamhenyu (Chirungu: Biology) kana Unenamhenyu mashoko ari kushandiswa pano kureva denhe reruzivo rinodzidzisa pamusoro pezvinhu zvinorarama zvinosanganisira:...
  • Mfananoudoko we Mukwashi
    Muchidzidzo chezvipenyu mukwashi, mukwasi kana kuti hororo (crane) ishiri ine mhando dzinowanikwa kuzviwumbe zvose kunze kweSouth America neAntarctica...
  • Tsatsadzi (mupanguro Chezvipenyu)
    Muchidzidzo chezvipenyu, tsatsadzi (gland in English) inhengo inovandudza zvirimo mumuviri ichigadzira chidenhi chinodiwa nedzimwe nhengo dzemuviri kuti...
  • Muchidzidzo chezvipenyu harwe (Abdominal cavity) zvinoreva nzvimbo pamuviri wemunhu ine dumbu nematumbu. Vamwe vatauri vanoti harwa....
  • Mfananoudoko we Dzemuzongoza
    Muchidzidzo chezvipenyu, mhuka dzemuzongoza (vertebrates in English) zvinoreva mhuka dzine musana une mapfupa anosimbisa musana iwoyo. Mhuka dziri pamupanda...
  • Muchidzidzo Chezvipenyu (Biology) hudyu (groin in English) zvinoreva nzvimbo pamuviri wemunhu iri pakati pezvidya kusanganisira pane nhengo dzesikarudzi...
  • Mfananoudoko we Mapapu
    Mapapu (mupanguro Chezvipenyu)
    Muchidzidzo chezvipenyu mapapu kana mazazu (Lungs in English) inhengo yemuviri munotambirwa mweya watinofema uchisanagana neropa rinonyungiditsa oxygen...
  • Muchidzidzo chezvipenyu mabvumbo kana bvumbo (inherited quality) zvinoreva nhodzerwa dzichitaurwa pamaitiro emunhu kana chimwe chaanogona kuita. mabvumbo...
  • Nhengo dzesikarudzi (mupanguro Chezvipenyu)
    Muchidzidzo Chezvipenyu (Biology) nhengo dzesikarudzi (reproductive organs) inhengo dzevanhu varume nevakadzi dzine chokuita nekuzvarwa kwevana. Nhengo...
  • Mfananoudoko we Moyo
    Muchidzidzo Chezvipenyu, moyo, mwoyo kana mhumba (heart in English) inhengo yemuviri inosaira ropa kuti risvike kune dzimwe nhengo dzose dzemuviri. Kupfura...
  • Mfananoudoko we Huropi
    Muchidzidzo chezvipenyu, huropi kana urozvi (brain in English) inhengo yemuviri iri mukati mebvupa remusoro kana kuti dehenya. Vamwe vanotaura vachiti...
  • Ungamhenyu (nangakatsva kubva kuChiunga chezvipenyu)
    Mazwi okuti chiunga chezvipenyu kana ungamhenyu riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi biome kuEnglish izvi zvichidudza kubatanidzwa kwezvisikwa zvipenyu...
  • Mfananoudoko we Mushwaira (ropa)
    Mushwaira (ropa) (mupanguro Chezvipenyu)
    Muchidzidzo chezvipenyu mushwaira (Capillary blood vessel) zvinoreva mhando yetsinga ndikisa dzinobatsira mukutsinhana kana kugachidzana kwezvinhu zvinowanikwa...
  • Mfananoudoko we Zamu
    Muchidzidzo chezvipenyu, mazamu inhengo dziri padundundu revakadzi dzinogadzira mukaka mushure mokunge mwana azvarwa. Mazamu ane tsatsadzi dzinotora chikafu...
  • Gongo (mupanguro Chezvipenyu)
    Muchidzidzo Chezvipenyu (Biology) gongo kana gogodza (clitoris in English) chikamu chenhengo yechikadzi inonzi mbutu. Kuti nhau yokutanya inzwisisike...
  • Mfananoudoko we Ndebvu
    Muchidzidzo chezvipenyu, ndebvu (beard in English) zvinoreva vhudzi rinokura: pamutsipa; pachirebvu nepamatama emurume anenge ayaruka. Ndebvu dzinokurawo...
  • Mfananoudoko we Chidenhi
    Chidenhi (mupanguro Chezvipenyu)
    Chidenhi (kureva hormone muChingezi; hhomoni paChishongrish) muchidzidzo chezvipenyu, zvinoreva "compound" dzinoshandiswa kuvamba kana kukuchidzira kushanda...
  • Muchidzidzo Chezvipenyu (Biology) mukana, (birth canal) inhengo yesikarudzi yevakadzi inoshandiswa pakuzvara. Nhengo iyi ndiwo muronga unobuda nemwana...
  • Mfananoudoko we Munhurume
    Munhurume (mupanguro Chezvipenyu)
    Munhurume, murume, mwamuna kana mamuna (man; male person) zvinoreva mukono wemunhu akura; kana ari mudiki anonzi mukomana. Asi shoko rokuti murume rinoshandiswazve...
  • Muviri (mupanguro Chezvipenyu)
    Muviri, muiri kana mwiri (n. body) zvinoreva bumburu rinobatanidza nhengo dzose dzakaumba munhu zvichibva kumusoro kusvika kutsoka nezvose zviri pakati...
Ringa (zvemushure 20 | ) (20 | 50 | 100 | 250 | 500)

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

ChikoroNigerGweruBuweRurimiTatuMaodzanyembaBeijingRuzivoMatumbwaPanzeKutsvairaHachaHuchenjeriSadzaAkooseChin'onoBonyoraGenesisiGonyoKurwadziwaGumboNhabvuChiwesheNhoroondoMutambaMhindoChimbayiraKuvaviwaDziva Sambiri GandaKuroheshaShondoMwero weKuendaKunwaChiShonaKugovaChitenderoMuprofita JeremiaZiziDarejenaRhashiyaJapaniChikuvamagwaroEstoniaVarongoMakosi MusambasiPasikaGuvhuMbutuRuambanyeredziCharakaSuwoMakawoKudomaUchivanhuMusudurutsoVufiniTsonoGonyoina sambambiriHondo yePasirose yeChipiriNhangaTikarOstireriyaNzunguDumbuNamibhiyaBonga ChihwaChijapaniBhoziniya ne HerizegovhinaRwendoZamuVatican CityZita🡆 More