Ruambamhenyu (Chirungu: Biology) kana Unenamhenyu mashoko ari kushandiswa pano kureva denhe reruzivo rinodzidzisa pamusoro pezvinhu zvinorarama zvinosanganisira: mhuka; muchero; hove; shiri; tupuka zvichingodaro.
Zita iri rinonongedza kuti chidzidzo ichi chinotaura pamusoro pezvinhu zvinorarama zvine hupenyu - tichiturikira kuChirungu pari kunzi "study of living things". Munhu anoshanda mubazi iri anonzi chiambamhenyu (biologist).
Muruambamhenyu, taxonomy (kubva kuChigiriki τάξις ( taxis ) 'kuronga; kupanga', uye -νομία ( -nomia ) 'mutowo') ndiko kudzidza kwesainzi kwekutumidza mazita, kutsanangura ( kudzingisa) uye kupatsanura mapoka ezvisikwa zvipenyu zvinoenderana nehunhu hwakagovaniswa.
Zvichiendererana nepeji re Upangandimo, chivakamberi chekuti -nomy mu Chingezi, chivakashure chinonzi Upanga muChishona.
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Ruambamhenyu, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.