ChiShona

Mhedzisiro yekutsvaga

Pane zanhi rinonzi "ChiShona" pa Wikipidhiya. Ona zvimwe zvimhedzisiro zvekutsvaga zvawanikwa.

Ringa (zvemushure 20 | ) (20 | 50 | 100 | 250 | 500)
  • Standadhi Shona (S.S.) inokwereta mashoko kune mimwe mitauro ye chiShona, kunyanya chiZezuru ne chiKaranga (chimbijana). Vamwe vanototi Chishona chacho Chizezuru...
  • Zezuru (nangakatsva kubva kuChiZezuru)
    Zezuru kana ChiZezuru imhando yeChiShona chinotaurwa mumatunhu eMashonaland. VaKongo vanoti zeza (v.i. to be, become or get slack, or loose; to slacken...
  • mazwi anotodzana nemazwi eChiShona. Lozi inoti kusinya (destroy), Shona ichiti kuchinya. Lozi inoti kutima (breast; udder), Shona ichiti kudzima kureva zamu...
  • Chikaranga (nangakatsva kubva kuChiKaranga)
    uye sezvinoita mitauro yechiNguni mitauro yechiShona inonzwisisika kuvamwe vemarudzi eDzinza rechiShona senge: Bazezuru, Samanyika, Mandau uye Makorekore...
  • Chivanhu (mupanguro ChiShona)
    Shoko rokuti ChiVanhu rinoreva zvunhu zviviri. Chokutanga, Chivanhu zvinoreva mutaura wedu uyo wakapiwa zita rokuti ChiShona nemurungu ainzi Clement Doke...
  • Chizulu (nangakatsva kubva kuChiZulu)
    'zuru' rinoreva zvimwechete muChishona sezvarinoita muChizuru kwarinonzi 'zulu'. Zvisinei, muchirangarira kuti Chishona neChizulu mitauro yese iri miviri...
  • Somuenzaniso ChiShona chine mitauronyina inodarika minomwe. Ndiminyina kana maambonyina akabatanidzwa kuumba ChiShona anosanganisira: ChiKaranga, ChiManyika...
  • ChiKaranga mutauronyina weChiShona unowanikwa mumatunhu anoti: Masvingo Province neMidlands Province. Pasi apa pane mienzaniso yemazwi eChiKaranga. Zvakakosha...
  • Yao (nangakatsva kubva kuChiYao)
    neZambia. ChiYao chine mazwi mazhinji anotodzana neChiShona nemamwe akafanana zvachose. Izwi rokuti nyama (meat; animals used for meat) ndiro rimwe kuChiYao...
  • Chindevere (Nde: Sindebele; Nge. Northern Ndebele) kana Chindeḅele pa Chishona, mutauro we Chibantu unowanikwa munyika dzinoti: Zimbabwe, Afurika Chamhembe...
  • Chimanyika (mupanguro Mitauro ye Chivanhu (Chishona))
    Chimanyika ibazi remutauro weChiShona. Chinotaurwa kumabvazuva kwenyika ye Zimbabwe mudunhu reManicaland. Guta guru riri mudunhu iri rinonzi Mutare. Chinhu...
  • Chimanyika ibazi remutauro weChiShona. Chinotaurwa kumabvazuva kwenyika yeZimbabwe mudunhu reManicaland. Guta guru riri mudunhu iri rinonzi Mutare. Chinhu...
  • Chikalanga (nangakatsva kubva kuChiKalanga)
    uye nemitauro yeShona inotaurwa kuMabvazuva nepakati peZimbabwe. Rupande rwemashoko 75 pazana kuKalanga runoda kufanana nemashoko eShona. Zvinonzi vatauri...
  • mari. Kunonzi izwi rokuti chikwereti rakabva kuAfrikaans inoti skuld. ChiShona chakras chinoti mungava kureva chikwereti - pahuwandu toti mingava. Ngava...
  • inoti: mbudzi kudya mufenje hufana nyina. Senzira yokuremekedza imwe nguva ChiShona chinodaidza madzimai ari pazera rokunge vakaroorwa kuti amai kana kuti...
  • Magetsi izita reChiShona uye rinoreva chinonzi electricity kuEnglish. Magetsi anobva kuma Electrons. Magetsi anoshandiswa muzvinhu zvakawanda sezvumumba...
  • Duramahwi (ChiKaranga) kana kuti duramazwi (ChiZezuru): Chinyogwa chinounganidza mahwi kana kuti mazwi ese emutauro weChiShona chigodudzira zvese zvinoreva...
  • zvePimanyika tichitaura neChiShona. Pakutanga mazita achapiwa kune izvo zvatinosangana nazvo pakupima nzvimbo nezviumbwa. Mazita eShona achadudzirwa zvakare...
  • neChirungu pakati pevanhu vanotaura ChiShona chete panofanirwa kuva nemunhu anoturikira zvataurwa kuChirungu achiisa kuChiShona. Mune dzimwe nguva kuturikira...
  • Kuzvambaradza rimwe remashoko anokwanisa kurasisa munhu mutsva kuChiShona nokuti rinoreva zvakasiyana-siyana. Kuzvambarara (to lie stretched out) zvinogona...
Ringa (zvemushure 20 | ) (20 | 50 | 100 | 250 | 500)

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MuhachaAmbuyaChinanaziMutauroMatinjiHuronyoNhoroondoKutanyaMuwuyuRukwezaBratislavaGwembeMabweKuramwa BasaTsokaArubhaniyaUviDanhautandeSenegariVientianePeji RekutangaChikumiIsiraeriVashonaMbudziTaycMvuraAbiyeduGongoMbiruConstantine, AlgeriaMbudzi 19HariKutondaNyanzviBhurumaTsaonaMutsonzowaChifurenjiMharaVanuatuUnited States of AmericaShava MvuramaviPhnom PenhCopenhagenMunhanguTsindiGorokodzwaAlain DelonNew ZealandTaiwanMimhanziKumhuraKurapanuraPolandDzinzaHangaMombeChichayinaGarweJenaguruChiberekoMhou yemombeKukadzi 2BoliviaManyukiraraosiMabayoMufandichimukaKurume 10NyamandeGumbo MadyirapazheChemishonga🡆 More