Mukonikoni

Mukonikoni (dragonfly in English) kapembenene kane maziso makuru nemuviri wakareba uye mapapiro anonjenjemera.

Setumwe tupembenene mukonikoni une makumbo matanhatu (6) asi haugone kufamba zvakanaka. Zvinonzi mukonikoni ndiko kamwe ketupembenene tunobhururuka neSpidhi wakakura kunyanya.

Mukonikoni

Kapuka aka kanodya humhutu; nyuchi; igo; uye shaveshave. Mukonikoni unonyanya kuwanikwa munzvimbo dzine mvura pane nyanza; madziva; nzizi; matoro nemajahwi.

Mitauro yeAfrika

  • ChiNembe vanoti konikoni (adj. punctilious; attentive to petty formality).

Tags:

Spidhi

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MhanguraZvipfekoChisaChenaNorth AmericaRukwezaGonyetiMufananidzoNhutaMuroyiBantuNzira dzekudzivirira nadzo kubata pamuviriUpanganhunduGokoroChindeyaMubveveImbwaChirenjeChirimoPfumoBotswanaMupungaNyanzviZimbabweGodoMasikatiMamanga (nyeredzi)NharaundaPfungwaKusarudzaChikoriyaKunaya kweMvuraChinguriOmaniFanzaMapungubweMabvazuva2022GamaCentral African RepublicNgoziVhenekeratsvimborumeMuchatoChitatuMukiwaChindauChikunguru 21DuramazwiMoyo SinyoroKumhura200920122 JohaneEzhiyaPanamaMhuriMakawoHuroroHute (ruvara)MasvomhuMorishasiChihindiWallis and FutunaChena (Ruvara)KatakanaNyatiBangaRanjisi (ruvara)SaheruGwararezhouDambudzo Marechera🡆 More