Spidhi

Muchidzidzo fundoyetsimba,Havu-kavu ,Spidhi (Speed) izwi rinodudza nhambwe yafambwa paumwe hwechiyero chenguva.

Spidhi ine tsazaniso inoti Spidhi = (nhambwe/nguva); uye une chiyero chinonzi mita pa sekondi (m/s) Spidhi hautarisi kuti nhambwe yafambwa pakatwasuka here nokuti hauna rudzivo runopimwa - uku ndiko kusiyna kwacho nemuchacha.

Spidhi unonyanya kushandiswa mungoro dzemoto kuti mutyairi azive kuti garimoto rake riri kumhanya zvakadii. Nyika zhinji dzine mitemo inobata Spidhi yema garimoto zvichienderana nenzira yacho. Vatyairi vanofanira kutarisa Spidhi kuti vasabatwa nemhosva.

Tsika

  • Hwiti kana hwitira (rapidity of movement). Zvichida izwi iri rinotodzana nezita rokuti Mahwite?
  • Vamwe vanoti kana kuvanga kureva kutiza.

Mitauro yeBantu

Tags:

FundoyetsimbaMuchachaRudzivoTsazaniso

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

ChișinăuChenaAfurika ChamhembeChidawoMhanguraMabvazuvaNhevedzwa dzeMvuraMbongaChisaMurambaBondeDancehallClement DokeGwengaMhepoMombeDhodhiNhetembo dzemadzinzaZera re UtareDzunguDongorahwevaUhinduMwedzi yeGoreHwashaRinyangaChipiriHunakuIndonesiaMharaMasedhoniya MaodzanyembaMabariNdira 30MutsonzowaJaratiShava MutenhesenwaKazakhistaniMapopomaMudzidzisiMakawoChikwatamabwe2024Musi wechishanuShava MufakoseNdira 17KurimaHomweSikandar RazaMweya (wemunhu)Kurume 22Bere, MhukaJongweUtaoNdemaraMutupo ye ShavaVanyarwandaJorodhaniNehandaKunyoraBonga ChihwaChiveveManejaBhaziChikonziDotaZuvaChikuvamagwaroHwindiKubuda MututuZvinamato zve pasiroseMwaka muZimbabweChumaChimboVakalangaKuminyukaHoziDandira🡆 More