Igwa

Igwa (boat) zvinoreva mudziwo unoshandiswa kufambisa vanhu kana nhumbi nemamusoro pemvura.

Magwa anonyanya kushandiswa kufamba munzizi nenyanza uye mugungwa munzvimbo dzisina mafungu akanyanya.

Igwa

Mazuvano magwa anogadzirwa nesimbi kunyanya aluminium nokuda kwekuti hairemi asi anokwanisawo kugadzirwa nematanda.

  • Makarekare vanhu muAfrica vaigadzira magwa vachishandisa nhokwe.

Bhaibheri muna Isaiah 18:1-2 rinotaura pamusoro pevanhu vaiva kumhiri kwenzi dzeEthiopia richiti, "....inotuma nhume nenzira dzegungwa namagwa enhokwe....". Kureva kuti vanhu muAfrica vaigadzira magwa enhokwe karekare.

Mitauro yeBantu

  • VaHerero vanoti otyi-tumbure (n. rudder).

Tags:

GungwaNyanzaNzizi

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

FodyaLocardia KarimatsengaTsokoTezvaraWikipedhiyaDzambaNyenyedziVabujaNaijaMehikoRimaVakongoChiveveChivaVaakaniFuranziRudidoDziva Sambiri GandaZvidyoKinyarwandaUtaoGavakavaZvoseOstiriyaZvita 24YemeniChirunguKukadzi 17Karenda ya GregoriMazita eMitiNyani (mhuka)Rufu2022Nyamavhuvhu 1MazimbeArubhaniyaBhahari re MedhiteraniyaWikipedia shanduro dzemitauroMudzimuHutsvukuGwaiKubvisa nhumbuSaudhi ArabhiaIndonesiaGarweImbwaMhakureMucheroNzeveBernPonoShava MufakoseBotaKuchaya mapotoZvita 18MuzhanjeMbitiMuvhuroZvinamato zvemuAfurikaMatagadzikwaKuringanaCape VerdeNdemaraKunaya kweMvuraChiSpanishFlourineSinyoroDindingweRwatataHute (ruvara)Hambautare🡆 More