Hanzvadzi

Hanzvadzi (nge: sibling) ishoko rinoreva vanhu vaviri munhukadzi nemunhurume vakazvarwa nababa vamwechete kana kuti amai vamwechete.

  • Shoko iri rinoshandiswazve kududza vanhu vaviri munhukadzi nemunhurume vakazvarwa nemadzimai vanenge vari mukoma nemunin'ina.
  • Shoko iri rinoshandiswazve kududza vanhu vaviri musikana nemukomana vakazvarwa nemadzibaba vanenge vari mukoma nemunin'ina.
Hanzvadzi

Mitauro ye Afurika

  • Nyungwe inoti m'bale (sibling; brother or sister) kureva mwana wababa kana Amai vako. Lozi inoti kaizeli (n. opposite sex sibling) kureva hanzvadzi.
  • Lunyoro inoti wanyina (n. a brother or sister) kureva hanzvadzi, mukoma kana munin'ina. VaNyoro vanoti munyanya (n. opposite sex sibling) kureva hanzvadzi.
  • Kikuyu inoti mwari wa maito (sister) vachireva hanzvadzi. Kagulu inoti dilumbu (n. reciprocal term meaning opposite sex sibling) kureva hanzvadzi.
  • Chuwabo vanoti murogori kana arogori (n. opposite sex sibling) kureva hanzvadzi. C'Lela vanoti hà̱nù (n. brother, sister, relative, sibling).
  • Kinande inoti obubhóndê (n. the relation of brothers and sisters, a spouse), hukama pakati pehanzvadzi kana vakaroorana.

Tags:

BabaChingeziMunhukadziMunhurume

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

DzinzaMatongerwo eNyikaAmericaKurume 29SpeiniKomichiMutauroZingiziHushangazhiGungwa re AtlandikiMbutuDuramahwiChikuvamagwaroZiwumbeGunyana 7Gunyana 10Shumba GwaraAngolaHuroroNguvaUbhudhaHwizaMuchecheUjudhaHurukuro2012Nyamavhuvhu 2Kutanda botsoMoyoMhumhiChipariMbudzi 5RuvengoChibhunuChiswahiliRovambiraRimaKarenda ye ChivanhuMichael JacksonGarweKubayaTanzaniaTsumoKubvisa nhumbuHuronyoMbevaKurera MwanaVakorekoreChinhuNdariraNyadengaMlalaziUkonfuzhiChitaClement DokeKunaya kweMvuraChisurudzoDuramazwiUyisalamaMareyaHumweHangaGwavavaNational mottoKupombaKuchaya mapotoDhorofiyaDhanemaki🡆 More