Mhedzisiro yekutsvaga
Pane zanhi rinonzi "Munhurume" pa Wikipidhiya. Ona zvimwe zvimhedzisiro zvekutsvaga zvawanikwa.
Munhurume, murume, mwamuna kana mamuna (man; male person) zvinoreva mukono wemunhu akura; kana ari mudiki anonzi mukomana. Asi shoko rokuti murume rinoshandiswazve... |
mukadzi; munhukadzi; muzvare kana kuti musikana. Mhuka rume inonzi hono kana kuti mukono. Kana ari munhu anonzi: murume; munhurume; kana kuti mukomana.... |
nyere inogona kunzi zemo. inongotaura huturu hwekuda kurara nemunhu. uyu huturu hunobata chero munhukadzi kana munhurume... |
Kumonsa zvinoreva kudya. Monseni zvinoreva munhurume akadyiwa mari nevakadzi. VaLugwere vanoti kumonka (eat greedily, devour, enjoy food very much) vachireva... |
kureva munhu mupenyu. Lenje vanoti mwanalume (male person, husband) kureva munhurume. Sangho vanoti zo (n. human) kureva munhu. Digo vanoti mwanadamu (n. human)... |
Shewe idumidzo re Chishona rinoshandiswa ne Vanhukadzi kukwazisa munhurume ane chidao chisingazivikwe. Bwana Changamire She Shekadzi Tenzikadzi Vashona... |
Mvemvi (n. flirt) kureva munhukadzi anoita zvenyengo nevarume kana munhurume anoita zvimwezvo nevakadzi. Kuvhevha (to court) apa zvichireva kupfimba.... |
anoshandiswa kutaura kuti mhuka inenge iri rume. Kana ari munhu anonzi: murume; munhurume; kana kuti mukomana. rume, murume (male of human) Nzvari izwi rinoshandiswa... |
wababa vako - apa mukoma kana munin'ina wababa ari kurehwa anenge ari munhurume. Shoko rokuti sisi murizvino rinoshandiswa pakasiyana, rinoshandisirwa... |
kana alumbwana (boy/s) kureva mukomana. VaShambala vanoti mgoshi (n. male) kureva munhurume. VaShambala vanoti kagoshi (n. boy, lad) kureva mukomana.... |
Makunakuna zvinoreva mhosva yokunge munhurume nemunhukadzi vane hukama hwepedyo varara vose pabonde. Sokuti hanzvadzi dzikarara dzose anenge ari makunakuna... |
vaviri vakakuzvara kana nyakubereka. Vabareki vanouya vari vaviri: pane munhurume anonzi baba kana bambo; uye pane munhukadzi anonzi Amai. Nsenga vanoti... |
Kuronza noMwene wezai nehuronyo hwakakumbidzira nzira iyi inoreva kuti munhurume achazova Baba anenge asina hukama hweropa nemwana achazvarwa. Kuronza... |
Runyoka chirwere chinonzi chinoitika kune munhurume anenge aita upombwe nemukadzi wemunhu akateyewa nemushonga. Kunonzi mushonga werunyoka unoteyewa nemurume... |
zvoreva kuti munhukadzi ndiye anoitwa sarapavana achibata chijana chamai. Munhurume anoiteça sarabatana kana baba varivo vafa. Apa sarapavana anenge asiri... |
kureva kugadzira kana kusika. Tonga inoti mulombwana (man, male) kureva munhurume. Tonga inoti lukwato kana lukwatano (marriage) kureva wanano. Tonga inoti... |
kuunganidzira mumwe munhu zvose zvaanoda pakurarama. Izwi iri rinotaurwa kana munhurume achiunganidzira munhukadzi waanoda - vanhu vanoti murume uyu anovonga... |
dzeBhaibheri dzemamishinari dzaiita kuti Mwari ave munhurume, vaShona vainzwisisa kuti Mwari munhurume nemunhukadzi (kana kuti murume kana mukadzi). Mwari... |
aiva mutungamiri kuRBZ. Kune mazwi anoti: mukono, gono, hono anoreva munhurume kana mhukarume. Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro... |
people, men) kureva vanhu. Kambaata inoti goona (n. male person) kureva munhurume. Kambaata inoti mara (n. meat) kureva nyama. Kambaata inoti tuma (n. garlic)... |