Gwara Rakurumbi

Gwara raKurumbi kana Gwararakurumbi (Nge.

Gwararakurumbi rinoonekwa rakaita semhute iri muchadenga panguva dzemanheru; kutaridzika semhute uku kunokonzerwa nekuwand kwenyenyedzi dzisingagoni kupatsanurwa paumwe hwadzo neziso basi.

Gwara Rakurumbi

Zita re Chingezi nderekuti 'Gwara romukaka' richibva kumashoko eChiratini via lactea, kubva wo kuChigiriki γαλακτικός κύκλος (galaktikos kýklos), zvichireva "mukaka denderedzwa." Kubva kuRinopasi, Gwara raKurumbi rinoondeka se gunganidzo re chiwumbiko chinoita se dhiski rinooneka nemukati.

Zita

Zita rokuti Gwara raKurumbi rakavamba kuboka reVashona ratinoti Vakaranga, vaitenda kuti Kurumbi ndiye aive munhu wokutanga. Uyo Kurumbi anonzi akafamba mugwara (kureva nzira) raive muchadenga arioga, apo ndipopakabva zita rokuti Gwara raKurumbi (nge. Path of Kurumbi).

Gwara reZhou kana Gwara reNzou nderimwe zita rinoreva chinhu chimwechete, muzvcazi watigere isu.

Chiwumbiko ne nhambwe

Muzvcaci wedu uno fungidzirwa kuva ne nyeredzi dzinosvika mazana matatu e bhiriyoni (300 bhiriyoni). Rinoratidzika se ndiro ye chiwumbiko chezononoko. Gurapakati re ndiro maawunzi e zviuru zana (maawunzi 100,000) uye nekukora kwe maawunzi ezviuru zvitatu (maawunzi 3,000).

Muzvcazi uri pedyo chaizvo rinonzi Andyomedha (kana Andhlomedha) nhambwe re mamiriyoni emakore echiedza mbiri-shanu (makore echiedza 2.5 miriyoni).

Pasingasangisirwe zvindeya zve Zuva redu uye Muzvcazi re Andyomedha (rinoratidzi se nyeredzi imwe), nyeredzi dzese dzinenge Zuva redu, zvichireva kuti, dzinenge mburungwa huru re gasi rinogotesa.

Gwara Rakurumbi 
pakati pe Gwararakurumbi sezvarakatarwa ne musezi

Maratidziko aGwara raKurumbi kubva ku Rinopasi

Nyeredzi dzese dzatinoona nemaziso edu ndedze chikamu che Gwara raKurumbi. Zvichienderana ne dhigiri re rima tinogona kuona nyeredzi dzinosvika pakati pe zviuru zvitatu (3,000) uye zviuru zvinhanhatu (6,000) tisina rubatsiro kubva kuchiringakure.

Mitauro ye Chibantu

Tags:

Gwara Rakurumbi ZitaGwara Rakurumbi Chiwumbiko ne nhambweGwara Rakurumbi Maratidziko aGwara raKurumbi kubva ku RinopasiGwara Rakurumbi Mitauro ye ChibantuGwara RakurumbiChingeziMusamiMutandira weZuvaMuzvcaziNyenyedziZiso basi

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

TwizaNyamuswaMorishasiMoyo DhehwaChifurenjiChishongrishNhabvuCosta RicaBangaNyatiGudoVahausaAmerika MaodzanyembaVaWangaVatongaMukadziKurimaNawdmSamaita sezitaRushambwaVandebele (vekuMaodzanyemba)ChakataMatinjiNdaraVugandaMwakaSadzaAmerica (USA)MhanjeEuropeDotaBonga-musakwaniChatemabanzeBaskin-RobbinsPeji RekutangaUtaoSekweZhizhaVakarangaHukamaKubvumbi 24Gunyana 29MuroroHunyanzviChamhembeDziraChitaka sezitaHukuBakoMutsvanzvaMamanga (nyeredzi)JerumaniNyatsimba MutotaKurumaMbiseVarunguVhenekeratsvimborumeUjainiPhilippinesNyikaNetherlandsGurutsuwaNhutaMakumi mana nenaSouth AfricaChiviKonfuzhiNzou - SamanyangaVaKabwaMutundoHangaiwaMweya (wemunhu)🡆 More