Sekwe

Gusi kana sekwe (goose in English) ishiri inowanikwa musango ichiwanikwawo yakapfuyiwa pamusha.

Gusi rine mumhu wakakura kufanana nedhadha nekutodarika.

Sekwe
Sekwe
De Hoop Nature Reserve, South Africa

Gusi ndiyo shiri yenyika yeCanada uko rinowanikwa musango zvirusei munguva yokunge kuchidziya. Nyika iyi inoitawo mamwe magusi anogarako munguva yechando. Nyika iyi haitenderi kuti magusi emusango aurawe nokuda kwekuti akambenge opera vanhu vachiramba vachibaya nokuda nyama yawo.

Kune mana muHarare anonzi Dzivarasekwa, kuti zita iri rine chekuita neahiri inonzi sekwe?

Vamwe vatauri vanoti sekwe idhadha.

Mitauro yeBantu

  • VaChewa vanoti tsekwe (wild goose).
  • Mang'anja vanoti tsekwe kana sekwe (spur-winged goose) kureva sekwe.
  • Baila vanoti nachisekwa (spur winged goose) kureva rudzi rwegusi.

Tags:

Dhadha

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Vladimir PutinChibujaGonyoNdaraKinyarwandaJerumaniMbambairaZiwumbeRukodziUjudhaGuruuswaHunakuMachendeVadomaKutizira mukumboMuzvcazi2009Clement DokeMtongoriUsaviKubvisa nhumbuFifuChikumi 18MatinjiSolomon MutswairoRooraGumiguru 31MongoliaMuronga Suez CanalChisiriyaMbudzi 5ChizuluTezvaraChenaSyriaChaungaZvinamato zvemuAfurikaKurume 19ZvoseChijerumaniGarweGunyana 7AfughanistaniNdegeSokisiMaterekeGudoDhorofiyaCali & El DandeeHwataSeyisheriNhundiramutsimeUpasinaMapatyaManingiMakangaraMalaysiaHumweMoyo ChiranduKanadhaRumandaHunyanzviRaosiDarejenaGumbo MadyirapazheBotaKudhomaNzeveAmerika MaodzanyembaSvunduNguva dzezuvaChirhashiya🡆 More