Dandare Rekubatana Muafrica

Dandare reKubatana muAfrica, kana kuti Africa Unity Square idandare riri pakati peguta guru reHarare rekuti vanhu vanopindamo vachizorora nekutandara.

Kare dandare iri raichinzi Cecil Square. Tsazano iri rine tunzira twakashongedzwa nemaruva nemiti yakanaka samare. Imomo munowanikwa miti yejacaranda. Kudivi rakadziva kuchamhembe ndiko kune Meikles Hotel; kudivi riri kuMaodzanyemba kune Parliament of Zimbabwe pamwe neAnglican Cathedral, Harare.

Dandare Rekubatana Muafrica
Africa Unity Square, Harare

Tags:

Anglican Cathedral, HarareChamhembeHarareMaodzanyembaMeikles HotelParliament of ZimbabweTsazano

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Mazita eChishonaMwedzi yeGoreYemeniMushongaMboroMKukumbanidza (Masvomhu)AHohwaNhonhoJeon Jung-kookAndoraNyaudzosingwi R-UMazita eMhuriMutupo weMbevaChiShonaGumiguru 14Mbudzi 1TNyamavhuvhu 28MberaUjainiChivabvu 11MhuriChikumi 29MusamboMusiKudzingiswaVakristuChikunguru 27MacondeGore remucharikwaHurukuroNganoChisenge sezitaMbadaChitono sezitaTurukiMunamatwiKanadhaMusikanaNdiro (midziyo)Jira ReretsoGuyanaBarbadosHungariyaZvita 9RushingaMuhachaKutundaMadridGunyana 23MbiraKuchaya mapotoNhopiNgoziChanzaBonga ChihwaTsuroNyaudzosingwi H-KNaijeriyaGumiguru 25NyimoNdira 7ZisoGumiguru 4ChiedzaNzunzaHugari hwevanhuKurumeChiyeru sezitaVugirikiGunguwo🡆 More