Guyana

Gayana (kana Guiana) pachihofisi ichinzi Batirano re Rudhende rwe Gayana inyika iri kuziwumbe uye chekumaoderanyemba enyikahuru ye Amerika Chamhembe.

Batirano re Rudhende rwe Gayana
Guyana Guyana
Rwiyo: Dear Land of Guyana, of Rivers and Plains
Guyana

Gayana ishoko rechivare rinoreva kuti "Nyika ye Mamvura Mazhinji". Gutaguru rayo iJojitaundi. Gayana yakaganhurwa ne Gungwa re Atlandiki kumaodzanyemba, Bhuraziri kuchamhembe uye kuchamhembechemadokero, Vhenezuera kumadokero, uye Suriname kumabvazuva. Ne 215,000 km2 (83,000 sk mi), Gayana muvusodoko wevuamire wechitatu neruwa munyikahuru ye Amerika Chamhembe mushure meUrugwayi ne Suriname, uye muvuso wevuamire wechipiri chekupedzisira muhuwandau hwevagari mushure meSuriname; pamusoro pezvo ndiyo nyika inedhenziti yehuwandu hwakashomekera pakati penyika dze Rinopasi. Ine huwandu hwakasiyana siyana hwuzhinji hwe hugaro uye mhenyumusiyano (bhayodhaivhesiti) wakakwira.

Chisis chinozivikanwa se "VoGayanasi" inosanganisa runhoo rukuru rwe nzvimboguru kumaodzanyemba eRwizi Amazoni, uye kumambvazuva kune Rwizi Orinoko se "nyika ye mamvura mazhinji". Pane madzinza echivare mapfumbamwe anogara muGayana: Vawaiwai, Vamakushi, Vapatamona, Valokono, Vakalina, Vawapishana, Vapemong, Vaakawaio ne Vawarao.


Guyana South America
ArgentinaBoliviaBrazilChileColombiaEcuadorFrench GuianaGuyanaParaguayPeruSurinameUruguayVenezuela

Tags:

Amerika ChamhembeGeorgetownGungwa re AtlandikiSurinameVenezuelaZiwumbe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Ndira 25MbutuMwakaDindingweMupandaChindeyaKumhuraRuambanzangaChiShonaGonyetiNhengo dzesikarudziMunhurumeMubvukaCyprusDzitsi (Mazwi)OHuguguMutiBaskin-RobbinsChirunguMangwananiChiranduHuniVaRembaShava MusimuviManikidzoHanzvadziZHotoKuguraChisaMhukaMufokosiyanaBuweHukuDhanemakiBhaziNgwaratiKubvumbi 30ChinamatoNzunguDziva Sambiri GandaNdaramaNguva dzezuvaUtemabanze we Rudhende rwe VukongoBhahari re AdhiriyaKurima neMombeUyisalamaNyokaMuringoMoscowRwatataChiheraCecil RhodesHangaChikakaNhunziTsuroChitakaTafuraSangoMateo (zita)Ndiko Kupindana KwamazuvaGorosiScotlandYuropuTongai MoyoTokyoHoziHurungweMbitiDhorofiyaDzungu🡆 More