Numeri (ku Chingezi: number ) kana nhamba muchidzidzo che masvomhu nezvimwe zvidzidzo zvizhinji, ivara rinoshandiswa pakuverenga zvinhu richitaridza kuti zvinhu zvingani.
Ndaudzo (odd number, sum over and above an agreed total) apa kureva nhamba dzakadai sedzidzi: 1, 3, 5, 7, 11, 13 zvichingodaro dzisingagoni kugovaniswa nambiri (2).
Ndaudzo (Used in notation of odd numbers - over the complete tens) sokuti 25 inganzi makumi maviri ane ndaudzo shanu.
Izwi rekuti Nhamba rakabva kuChingezi, asi rekuti Numeri rinogona kunge rakaunzwa ne Chiputukezi (mutuaro we Mozambiki ikozvino).
Iro izwi rekuti numeri rinoshandiswa kumirira rimwe nwadhi re bhaibheri 'Numbers'.
Tarisai futi peji rekuti Kurava uye Zviperengo Zvehuwandu
kurava (to count); svomhu (math); numeri (number) | |||||||||||
---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|
numeri | 0 | 1 | 2 | 3 | 4 | 5 | 6 | 7 | 8 | 9 | 10 |
shona | pana bodzi shaiwe | potsi poshi | piri | tatu nhatu | ina | shanu | nhanhatu | nomwe | sere | pfumbamwe mbamwe | gumi |
numeri | 11 | 12 | 13 | 14 | 15 | 16 | 17 | 18 | 19 | 20 | |
shona | gumi nerimwe | gumi nembiri | gumi netatu | gemi nemana | gumi neshanu | gumi nenhanhatu | gumi nenomwe | gumi nesere | gumi nepfumbamwe | makumi | |
100 | 1,000 | 10,000 | 100,000 | 1,000,000 | 10,000,000 | 100,000,000 | 1,000,000,000 | 1,000,000,000 | 10,000,000,000 | 1,000,000,000,000 | |
zana | chiuru churu |
million - mille-> 'thousand'; one-> 'one'
billion - bi -> 'two'; -llion -> 'million'
trillion - tri -> 'three'; -llion -> 'million'
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Nhamba, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.