Nhamba Svinu

Muchidzidzo masvomhu, nhamba svinu (rational number in English) inhamba inokwanisa kunyorwa sedimbu p/q rine nhamba dzizere mbiri.

Apa chisengazita hachifanirwe kunga chiri zero, izvi zvinoreva kuti q anogona kuva 1. Nokudaro chero ipi nhamba izere inokwana muboka renhamba svinu

Kana nhamba isiri nhamba svinu, inodanwa kunzi nhamba isisvinu. Boka renhamba dzisisvinu rinosanganisira √2, π, pamwe na e. Nhamba isisvinu inoramba ichienderera isingadzokore kurudyi kwa koma wepamuravanegumi - decimal comma.

Tags:

ChisengazitaDimbuMasvomhuZero

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MaodzanyembaMunyiraFloridaRomaniaSachigaroZiwumbeShingai ShoniwaNgoziMujenya (kukanda)MongoliaChakataChiozaGudoZongororoChisvusvuroMhanguraKutanda botsoPeji RekutangaMwambabvuMuhwakwaTwizaHohwaHanzvadziMutupo ye ShavaMakumi masereKushanyaShumba GwaraMipanda yemazitaAzoteChipfukutoSekweMukomanaFlourineHolandiImbumbuSpeiniDzinzaTororoMoyo DhehwaNhereraHuremuShumba -MhaziNhangaShava MvuramaviNunguDendemaroMbutuMauritiusKurima neMashokoZvita 30ChirembaHangaiwaJechaEstoniaNyika yeRudhendeMucheroNyamatsatseMhandaraChirongweGwetaMasedhoniyaChaminukaKutanyaNganoMaroroHutsananaNyere (Dzezvipenyu)NjiriNhabvuNyikaChimanimaniZvita 8MhembweUnenamhenyuMukotiRusambo🡆 More