Arekisondira Mukuru

VaArekisondira muKuru (kana Iskandara muKuru) pakuzvarwa kwavo vakapuhwa zita rokuti Arekisondira mtatu weMasedhonya (Chigiriki: Ἀλέξανδρος, Aléxandros; kubvira 20/21 Chikunguru 356 PK – 10/11 Chikumi 323 PK), vaive mambo wekare weVugiriki weMasedhonya.

Vaiverengerwa muchikamu cheVuhlanga hwe Arugedhe uye vakazvarwa muPela, guta re Vugiriki ye Kare mugore ra356 PK. Vakatonga mushure mababa wavo Mambo Firipa m'piri, pavakatora chigaro choumambo vaive nezera remakore makumi, uye vakashandisa ruzhinji rwe hutongi hwavo vachiita zvekukambena nezvemauto kubvira kuMadokero eEzhiya ne Maodzanyemba-emambvazuva eAfurika. Pavakasvika zera remakore makumi matatu, vakange vagadzira humwe Ubwami hukuru munhoroondo, kubva kuVugiriki kusvika kuchamhembechemadokero e Indiya. Havana kukundwa muhondo dzavakarwa, uye vanovonekwa neruzhinji rwe vanhu vepasirose samurairi wemauto akabudirira kwazvo munhoroondo.

Arekisondira mtatu (III)
Bhasirasi we Masedhonya
Hegemoni we Rigi re Hereniko
Stiratego otokirato we Vugiriki
Shaha we Perusiya
Farao we Gipita
Arekisondira Mukuru










Mabviro eruzivo

Tags:

ChigirikiChikumiChikunguruGreeceIndiaMacedoniaMamboPamberi pa Kristo

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

KuponiwaJira ReretsoKukadzi 15EcuadorChiveveMombeKatiChiedzaDuramahwiKurume 29ZamuTsuroEnzanharaTsvukuMugotiChivabvu 12UchivanhuPfungwaKubvumbiMhembweChief zikiMaodzanyembaChiazeriShoraIpwaMupurwaPeji RekutangaDiodeNdira 31Kukadzi 2DzunguZiwumbeGlendaleZuvaRhashiyaChikoriyaChiredziChayinaLilongweChibujaMadridRuambandangaMupandaTanzaniaNamibhiyaAmbuyaLugandaRinyangaNhabvuPhilippinesGongoHukuNyimo2014MatinjiNhumbuNyika yeRudhendeNdariraBangkokVambireMurandaKubataKareyaMhofuMohloare sezitaChingwaShumba GwaraRitwaniyaHurukuroNguva dzezuvaHangulMboro🡆 More