Ezhiya: Ziwumbe

Ezhiya (kureva Asia) kana Ezhaa ndiro ziendaenda redunhu rakabatana neAfurika ne Yuropu.

Ezhiya ndiro ziwumbe zikurusa pakati pemaziwumbe ose enyika mukukura uye muhuwandu hwevagari.

Ezhiya: Ziwumbe

Taranyika

Ezhiya ndiyo chikamu chiri kumabvazuva kweziendanakuenda reYurezha. Ezhiya neYuropu dzine muganhu pachisuvi chemvura chiri pamakomo eUrawu ne Kaukasi, parwizi Urawu, negungwa Bhahari re Kaspiya ne Bhahari Tema. Dzinoganhurana zvakare pamvura inobatanidza Bhahari Tema neBhahari re Eegi. KuMaodzanyemba kwe Yuropu kune Bhahari re Aritiki nemamwe makungwa, kuMadokero kune gungwa Atlandiki, kuChamhembe kune bhahari re Medhiteraniya neBhahari Tema nemuronga unobatanidza makungwa aya. Yuropu inopatsanurana neAfurika pagungwa reMedhiteraniya iyo iri kuMaodzanyemba kwe Afurika.

Kubva panyika yeTuruki zvichienda kumabvazuva inenge yava Ezhiya, ichinobatanidzira Mabvazuva Epakati, India, Chayina, kunosvika kuKoriya. Ezhiya ine zvitsuwa zvakawanda zvinosanganisira Japani, Indonezha, Vumalayi, Vufiripina, Taiwani, Hon'ukon'u, nezvimwewo.

Nyika dzine hugari hwevanhu vazhinji dziri muEzhiya dzinoti, Chayina, India, ne Indonezha. Rhashiya ndiyo nyika yakanyanya kukura muziwumbe re Ezhiya.


Ziwumbe


Ezhiya

Afughanistani · Arumeniya · Azeribhaijani · Bhahareyini · Bhangaladhesha · Bhuruma · Bhurunei · Bhutani · Chayina · India · Indonezha · Irani · Iraki · Isiraeri · Istimuri · Japani · Jojiya · Jorodhani · Kambodhiya · Kazakhistani · Kerigistani · Koriya Chamhembe · Koriya Maodzanyemba · Kuwayiti · Morudhivhi · Mongoriya · Neparu · Omani · Pakistani · Kataa · Raosi · Rebhanoni · Rhashiya · Saipurasi · Saudhi Arabhiya · Sin'apowo · Sri Lanka · Siriya · Tajikistani · Turuki · Turukimenistani · Mubatanidzwa weMaamire eUarabhu · Uzibhekistani · Vhiyetinamu · Vufiripina · Vumalayi · Vuthayi · Yemeni

Tags:

AfricaYuropuZiwumbe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

VasalamaNhunziNyaudzosingwiMbutuDhadhaMboroMbomboZuluNzunguZChiaramuMudzinganyamaChiputukeziMupurwaChigirikiVajudhaMupangaraShava MwendamberiRonald ReaganMuhachaLisebergFanzaHariMuwondeIndonezhaMipanda yemazitaMhando dzeMuripoQNzanga (dzemisha)IjipitaImbumbuBhuritaniIshwaPolandMubondaSvutugadzikeKanyamusekerwaNhoroondoHangaSamushaMasvomhuMunhurumePasiRukwezaSachigaroMunhikwiDhanemakiPolandiSamaita MutasaChivabvu 15ShukukuviriHondo yePasirose yeChiposhiChijapaniUyisalamaHurungweUtemabanze we Rudhende rwe VukongoMudondoShava MuseyamwaLChikukoMoscowGondoBherarusiMapfundeKurume 3SvikiroPeji rekutangaTsokoTsvarakadengaGwavavaMuringo🡆 More