Hurapi zvinoreva mabasa nehumhizha hwose anoitwa nechinangwa chekuti vanhu vaporev kubva kuzvirwere.
Mabasa ehurapi anobatwa nevanhu vanosanganisira: chiremba, mukoti, nyamukuta navana chiremba vanotarira nhengo dzemuviri dzakasiyana-siyana.
122 Mazanhi anotevera ari mumupanguro unowu, pakati pehwerengo ye 122.