Pakutanga ndichinyora ndaiti ndiri kunyora zvitsvene asi zvino mupfungwa nemoyo zvaramba kugamuchirika.
Ini ndakazvinyora ndini ndabvisa nokuti mumoyo mangu ndaona zvisingawirirane netsika dzedu sevanhu uye neshoko raMwari. Anenge ada kudzorera chinyora zvako zvepfungwa dzako, vanobvunza vagobvunza iwe, vanotonga vagotonga iwe. Ini ndabuda munyaya yacho, handichada kuzvipamhazve. Vanhu takatarirwa kurarama kamwe, sure kwazvo kunouya rufu nekutongwa naMwari. Kana ndimiwo makambozvinzva kupi mutsika dzekwedu kuti nyaya dzakadai dzinotaurwa paruzhinji kudai - anenge adzorera nyaya yasarira iwe.
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Misambo paBonde, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.