Nyamukuta

Nyamukuta kana muchingi (midwife) munhu anoita basa rokubata nemadzimai panguva yokunge vari kuzvara mwana achibuda.

Ana nyamukuta vanovamba nezvidzidzo zvokuva mukoti vachizowedzera kuti vaite mabasa ekusunungutsa madzimai.

Nyamukuta

Tsika

  • Rega kuchenjedza nyamukuta kuzvara uchada
  • Buramhere kana mburamhere (Fee paid to midwife summoned in emergency).
  • Mhere kana uchingi (Fee paid to midwife).
  • Mazita anodaro aine hukama: Nyamugama, Machingauta.

Mitauro yeAfrika

  • Shilluk inoti gam (receive, catch something or someone, usually in one's hands; 2. deliver, act as a midwife, "catching a baby") kureva kugamha.
  • Shilluk vanoti gäämi (n. midwife) kureva nyamukuta. Swahili vanoti mzalisha wazalisha (midwife) kureva nyamukuta.
  • Herero vanoti okukuta kana kuta (v. to bind, fetter, fasten, to bundle, tie together).
  • Nyaneka inoti okukuta (v. tie, bind, fasten, band, attach).

Tags:

Mukoti

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Bonga ChihwaBere, MhukaHukuUbhaha'iMagonga (taranyika)MuzvcaziChamhembeIpwaShava MutenhesenwaRinopasiHuwanduChifurenjiMheteMDCChityuChiitoMhataChiaramuIshwaKupendhaMunhunguruChitsuwaMunyoriWarsawGumboChiputukeziChikuvamagwaroSyriaHanjaGomarara (Chirwere)Kugara NhakaShava MufakoseVambireRudhende rwe Afurika YepakatiMutsiNiyakariMhandamabweHwaroNiueZiziVatalaoteMhofuNdira 27Vladimir PutinGungwa re AtlandikiKarenda ya GregoriTsikaDzvatsvatsvaNhumbuGambiaMazita eMitiSaudhi ArabhiaWikipedhiyaHondo yePasirose yeChipiriBaba VeduMupungaChisepeNgwaratiDuramahwiKinduAmerika MaodzanyembaChikarangaChiharaJeon Jung-kookNyaudzosingwi H-KJosiah TongogaraMonthenegiroChifumuro, mushongaNhevedzwa dzeMvuraPolandJUbhudhaHondo yePasirose yeChiposhiMoyo Chirandu🡆 More