Rudzi

Rudzi (Kind, type, species or ethnic group) vanhu vanotsaurwa nezvinotevera:

Izwi rokuti rudzi rinoshandiswa zvakare kureva:

  • Vanhu vane ruvara rweganda rwakafanana.
  • Vanhu vane tsika nemagariro akada kufanana.
  • Vanhu vane nhoroondo yemadzitateguru inodyidzana kwemikore mizhinji.
  • Rudzi (descents; relations) kureva dzinza kana rudzi rwevanhu..
  • Ndudzi (nations; relations) kureva madzinza kana marudzi rwevanhu..
  • Bhaibheri Rakachena reChiNdau rinoshandisa izwi rokuti mbeu kuturikira chinonzi kind muChitsauko chekutanga cheBhuku raGenesis.
  • Shoko rokuti ichaba (nation; tribe) rinotaurwa kuKalanga kureva dzinza kana rudzi rwevanhu.

Mamwe Mazwi

Kujekesa

Maonero ekuti rudzi chii anosiyana-siyana zvichibva nokuti munhu ari kupi uye ari kutaura nani. Somuenzaniso:

  • Vatinoti maColoureds kuno kuChamhembe kweAfrica vanonzi Vanhu Vatema kuNorth America.
  • Mumwe angada kuti rudzi rwake muKaranga kana kuti muKorekore asingataure zvorudzi rukuru rweVaShona.
  • Vanhu verudzi rwechiEnglish nevechiGerman marudzi akasiyana kuEurope asi kana kwava kuAfrica zvinongonzi vose Varungu.
  • Nazvo zvakapotera mungarava naNoa zviiri zviiri zvembeu yeshe yeizvo zvaiya nomweya wokurarama: They went in to Noach in the ark, couples from every kind of living thing that breathes.. Genesis 7:15 - muBhaibheri reChiNdau.

Mitauro yeBantu

  • Baila vanoti chisi (n. nation) kureva rudzi. VaGanda vanoti chika kana kika (n. tribe, clan; race, nation) kureva rudzi.
  • VaLenje neBaila vanoti mukumo (kind, genus, species, sort) kureva rudzi kana mhando.
  • Kimbundu inoti mbutu (n. species; nation, plant, breed, seed). Mbukushu inoti rudhi (n. type).
  • Kikongo inoti mpila (n. Sort, kind, variety, species, class, form, breed, style, shape).
  • VaChewa vanoti ntundu (a tribe, a sort or kind of anything). VaNyoro vanoti mulingo (kind, species) kureva rudzi.
  • VaGwere vanoti igwanga kana mawanga (tribe, country, nation) kureva rudzi rwevanhu.
  • VaWanga vanoti lihanga (nation) vachireva rudzi rwevanhu. Kikongo inoti mbaku (n. kind, sort, quality, style, shape).

Tags:

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

ChichayinaNharaundaRaosiKurevaSekuruFlourineSamasimbaChitsereVhangeri ra RukaGarweMbadaNyaparaUkonfuzhiSamaita MutasaSyriaRovambiraDzambaGumiguru 12UkristuKukutaMakawoNhabvuHangaMuronga Suez CanalDuramazwiUbhaha'iNyanzviHurumendeVaTavaraChijapaniMuchechetereChubhu dzinotakura ropaKubvisa nhumbuUviAmerika ChamhembeRwiziMbitiMukondombera weAIDSNgomaChitakaVakorekoreDancehallWikipedhiyaGiles KuimbaGwaiGodoGavakavaZvipfeko zveMusoroGomarara (Chirwere)Nyamavhuvhu 6NzunzaNhunziPfungwaNdegeChipikaMafashamoTarachisiChibatiro (mudziyo)CopenhagenCape TownZvitsuwaKuronza MimbaShumba NyamuzihwaUsikhiShiriChitatu2009ChitaNyatsimba MutotaJerumani🡆 More