Bhodhoro

Bhodhoro (bottle in English) chinu chine mutsipa wakatetepa uchienda kumuromo wakavhurika.

Bhodhoro chinu chakagadzirwa nenzira yekuti chinokwaniswa kuvhara nechivharo chinomonerwa kumuromo kwacho kwakavhurika. Mabhodhoro anokwanisa kunge akagadzirwa negirazi, simbi, plastic zvichingodaro.

Bhodhoro
Bhodhoro

Mabhodoro akakosha zvikuru pakutengeserana nokuti anoshandiswa kutakura mutuvi wakasiyana inotengeswa. Mafuta, mukaka, doro, mushonga, mvura zvichingodaro zvinotengeswa zviri mubhodhoro.

Tags:

ChivharoSimbi

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

AmsterdamNhambweHuroroMukondombera weAIDSDhadhaMufufuZvita 4NyenyedziHushaviDuramahwiMotoMauritiusKududzaHuwanduChichayinaMburungwaTaiwanRwiziPimanyikaSwedenMeikles HotelMadzindeUnited StatesNharaundaKundengenyeka kwenyikaNhoroondoKudomaChitendero chechiKristuAdolf HitlerNgwaratiGonyoina sambambiriSasaukaNunguRukwezaGuviVarongoRhashiyaGuvhuDarareOmaniDotaNzunzaJoshua NkomoMehikoHurwereNzouDhodhiMachendeMhambaMukorezanaMambaraNzimbeArgentinaNhabvuChamhembe kwakadziva kuMabvazuvaInaDimbuParisMombeChipfuvaMazita eChishonaMbiriGungwa re AtlandikiKyivMan'aKuroheshaMatumbwaMunyaChekiUbhaha'i🡆 More