helium a type of gasi
Helium igas riri paelement number 2 kubva pahydrogen.Helium igas risiyana nehydrogen .For element number 3 see lithium
Helium haibvire ndosaka yakabvisa hydrogen kubva kuma balloons levitation.Hydrogen inobvira zvikuru ndosaka isingaiswe kumaballoom levitation.Helium isecond lightest gas rinozivikanwa muearth hydrogen ndonumber 1.Helium iri light 7 times lighter than air uye hydrogen iri twice lighter than helium.helium inochinja voice remunhu kubva kuremunhu mukuru kuriita rechidiki.Helium igas riri radioactive .Rinobuditsa alpha Radiation inozostopwa nehuman skin kana kuti thin paper.
Helium inoble gas ende futi rinonetsa kuwana munyika.Vamwe vanoritora kubva ku[[ Natural Gas]] natural gas iyi inenge ichibuda pasi ichienda mudenga.inowanzowanikwa, kunotorwa mapetrol pasi.Natural gas iyi rinotwa kuti riite liquid patemperature inosvika -200degrees celcius.Painoita liquid helium gas ndoinosara iri gas.Vamwe vanogadzira helium Kubva pafractional distillation of liquid air.Padistillation iyi panobuda magases anoti oxygen , nitrogen, helium , argon, neon , xenon.
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Helium, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.