Chifufuro

Chifufuro (bribe) imari kana chimwe chine hukoshi chinoitwa kana kupiwa nemunhu kuti awane zvaanoda nenzira isiri pamutemo.

Nokumwe kutaura chifufuro ndicho chiwokomuhomwe; pfumbamuromo kana kuti tsindidzo. Vanhu vanofufura nezvikonzero zvakasiyana, vamwe nokuda kwavo vamwe nokumbunyikidzwa.

Chifufuro
Chifufuro
Chifufuro
Sangano Romubatanidzwa Wenyika Dzepasi Pose Kurwisa Huori

Kupetera (to bribe) apa kureva kupa mari sechifufuro. Izwi iri rinenge rinotarisa pamatambidzirwo emari yacho pakuti haipihwe zviri pachena asi inoitwa zvekuvanzwa imwe nguva yakapeterwa kuti ruzhinji rusaone. Kupiwa chifufuro seizvi anonzi kupeterwa.

Muenzaniso

  • Mumwe anobhadhara chiwomuhomwe kumapurisa kuti mhosva yake iroveswe idzimwe kubva mubhuku remhosva.
  • Vamwe vatyairi vanobhadhara chifufuro kana vabatwa vachidarika mutemo kuti vasapiwa tikiti.
  • Vamwe vakabhadhara chiwokomuhomwe kuti vawane dzimba.

Mitauro yeBantu

  • VaBemba vanoti mafisa kanwa (n. bribe) kureva chiwokomuhomwe.
  • VaBukusu vanoti khuu.oonga (v. bribe, fix) kureva kufufura. Mamwe mazwi: khuu.oongela (v. bribe for).
  • Zigula vanoti kuhonga (n. bribe, bribing) kureva kufufura. Vanoisa h pamwe panoiswa p kuShona. Sokuti kupona vanoti kuhona.

Onawo

  • Transparency International

Tags:

ChiwokomuhomwePfumbamuromoTsindidzo

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

VaTavaraMhakureLocardia KarimatsengaRinyangaHushangazhiMwaka muZimbabweKonfuzhiNdaraHurumendeRZerereNeparuPfumoMoyoDhanemakiGungwaMoscowNunguArgentinaChidawoNhembeMvuuMhikoMvuraChidemboMhou yemombeChiarabhuMuteroSunguraKudhomaKuumbaYuropuZisoHohwaChaungaManhendaKukadzi 17ImbaSolomon MutswairoYunivhesiti yeZimbabweChishanuShumba - MurambwiMazita eMitiPFodyaChakataVatongaGumiguru2012Ukonfuzhi2024NdemaraNgongoniIshwaBeteMukwatiBhaibheriNjuzuKumiminaChipiriMusiVakongoMilanMbuneSusoViennaBizuPasikaMtongoriAdolf Hitler🡆 More