Alaska, Zimbabwe

Alaska imusha uri mudunhu reMashonaland West, muZimbabwe.

Alaska inowanikwa makiromita 15 (9 maera) kubva muguta reChinhoyi. Mitsetse yakatarwa yakati sambamba yeKaroi inoti: 17° 22' 30.00"S, 30° 3' 54.00"E (Mbariro yeTaranyika:-17.3750; Mutandariko weTaranyika:30.0650). Inowanikwa pamusoro pegungwa mamita anosvika pa1,200 (3900 ft).

Makilomita 7 (4.3 maera) kuchamhembe nechekumabvazuva kubva kuAlaska kunowanikwa Chirorodziva reChinhoyi muChinhoyi Caves National Park, nzvimbo inoshanyirwa nevagari vemunharaunda.

Nzvimbo iyi yakapfuma nendarama. Mugore ra1959 mugodhi wendarama weAlaska Mine wakatanga kucherwa ndarama. Ndiwo wakabata dhorobha, parizvino wakavharwa. Zvichakadaro, mimwe migodhi iri mudunhu ichiri kuchera ndarama iyo inounzwa kuAlaska kuzonyunguditswa nekunhadzurudzwa.

Vanoti zita rekuti Alaska rakauya mushure mawanikwa goridhe muAlaska, kuNorth America, panguva imwe chete.

Mugore ra2004, kwakafungizirwa kuti huwandu hwaisvika pa4,575.

Tags:

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MukonikoniKuchinja kwezvinhu munyika nekuda kwe denda re coronavirus muna 2019 na 2020Tema (ruvara)VashonaNhabvuGuyo neHuyoChikute sezitaNyamavhuvhu 15HwataKurume 13Gumiguru 20NyokaChipariChindoriMhofuPolandMatinjiMipanda yemazitaMusava sezitaOstiriyaTestamende ItsvaZimbabweNjereChikoriyaUtanduKudzingiswaGudoRooraRuseroGumiguruChibatiro (mudziyo)ChiswahiliNjeeNdira 9ChirowodzaUZvita 3BIraqChikumi 28MbambairaSinowoRovambiraHwesa seChidawoKutovaGumiguru 25MutemoHungariyaHushangazhiPeji rekutangaUnited States of AmericaNhakaMupataKuchaya mapotoGumiguru 5MutupoMbudziMadomasiMubvamaropaMbudzi 6StockholmHunhuGunyana 26Nyaudzosingwi M-PBhuruneiSipoAmbuyaChivabvu 7SangoTsumoKabhoniChirimoHadyanaKuswinya🡆 More