B

Ibhii rechipiri muBumbiro reMabhi eChiratini

B
Mabhi eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz
Mabhi eChishona a /B/
senge: Chindeḅele
Bg Bgw
Bh Bhw (Bw)
Bw Bv Bvw

B (kana b) ndiro bhii rechipiri mumabhi eChiratini ne Chikriri, uyo rinoshandiswa wo mukunyora Chishona chanhasi, asi muChishona rinodanwa zvakasiyana nemuChirungu, nekuti ibhii riri implosive. Bhii rekuti B rakabva kuChigiriki.

Pane Ḅ bhii riri kushandiswa kuyeutsidza vanhu kusiyana kwa /B/ weChindeḅele kana Chikalanga /B/ weChivanhu, kana Chizulu.

Mashandisirwo a-B

  • Mumhanzi B chinyorwa.
  • Mukurapa, B nderimwe remhando reropa
  • Mu Chemushonga, B mucherechedzo wechinhu cheBhoroni
  • B bhurendi yehambautare yepasirose inobva kuBherujyamu

Mazwi eChishona ane-B

B 
B ane hook ndiye B weChishona, ari implosive.

Mabhi eChishona

tarisai futi Chishona, uye Bumbiro reMabhi eChishona

Tags:

BhiiChiratini

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Gungwa rekuChamhembeMapfundeChimeduKubvumbi 9MaseseShakanhiMitauro ye Chiindo-YuropuGomoZvayiMawuto Anorinda NyikaMbudziShava MusimuviMatsutsoChidzayoNzou - SamanyangaNunguHanaChiwumbikoKuketaHunyanzviMatinjiMunzepeteChitumbukaChikunguru 28Duri neMutsiUbhudhaKarenda ye ChivanhuMipanda yemazitaMupfuraChindauHuguguMutsonzowaMuriwoMasera sezitaMushongaMuchecheNhokweBadzaSyriaNhareyamadoSinyoroInaZambiaNgongoniUjudhaChikunguruHukuKupinza muna taisirevaMhandoMusi weSvondoDominicaChivabvu 25DzunguSusoNew ZealandMbadaBaskin-RobbinsChembere DzagumhanaKurevaMwaka muZimbabweNzeveImbwaTsiruMirairo gumi yaMwariKurume 10ThailandShava MuseyamwaAzeribhaijaniJambayaKutekenyaChekiMisambo paBondeDzidzoChirungu🡆 More